Moyo wangu
๐ต 1176 characters
โฑ๏ธ 2:17 duration
๐ ID: 9326122
๐ Lyrics
Khule AJ
Four
Ndakaita chibhambi chekukupa moyo wangu
Ndakaita chitsaga chekuku-truster
Ipapo ndopandakarasika (ndopandakarasika)
Ndopandakafarisa (yeah)
Ndakadhomoka pama-moves
Ndakadhibha kubvunza boys repadhuze
"Munhu bhoo here?" Zvimwe ndaisapinda nemoyo
Ipapo ndopandakarasika (ya)
Because ndaiona chiedza ndikakutarisa
Rima ranga riri kure, everything was clear
Handina kuziva uchazozvivharisa
Mu-dish wazondigarisa
Wakati ndisiye fodya ndakasiya (ndakasiya)
Ukati ndisiye doro ndakasiya (ndakasiya)
Ukandirambidza ku-linker ne-mafia (mafia)
I always followed your rules (ya)
Now yese yatakaita ya-history
Ma-first days wanga uri sweet
Now ndikakufonera wakundiudza shit
Zvandaifunga kuti ndizvo hazvisi
Ndakaita chibhambi chekukupa moyo wangu
Ndakaita chitsaga chekuku-truster (ya)

Ndopandakafarisa

Ipapo ndopandakarasika
I blame myself ndini ndakaita nharo
Yah, ndini ndakaita nharo pane zvinhu zvisingadi nharo
Ndakamhanyisa nguva bvandakurumidza kunyura
Kuzvitengera coffin
Kuzvicherera ndega muguva (I like it)

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:05.81] Khule AJ
[00:20.34] Four
[00:22.48] Ndakaita chibhambi chekukupa moyo wangu
[00:25.40] Ndakaita chitsaga chekuku-truster
[00:28.88] Ipapo ndopandakarasika (ndopandakarasika)
[00:32.18] Ndopandakafarisa (yeah)
[00:34.45] Ndakadhomoka pama-moves
[00:36.84] Ndakadhibha kubvunza boys repadhuze
[00:39.49] "Munhu bhoo here?" Zvimwe ndaisapinda nemoyo
[00:43.34] Ipapo ndopandakarasika (ya)
[00:45.91] Because ndaiona chiedza ndikakutarisa
[00:49.49] Rima ranga riri kure, everything was clear
[00:52.35] Handina kuziva uchazozvivharisa
[00:55.32] Mu-dish wazondigarisa
[00:57.62] Wakati ndisiye fodya ndakasiya (ndakasiya)
[01:00.94] Ukati ndisiye doro ndakasiya (ndakasiya)
[01:03.58] Ukandirambidza ku-linker ne-mafia (mafia)
[01:06.84] I always followed your rules (ya)
[01:09.38] Now yese yatakaita ya-history
[01:12.24] Ma-first days wanga uri sweet
[01:15.04] Now ndikakufonera wakundiudza shit
[01:18.19] Zvandaifunga kuti ndizvo hazvisi
[01:21.69] Ndakaita chibhambi chekukupa moyo wangu
[01:24.65] Ndakaita chitsaga chekuku-truster (ya)
[01:27.74] Ipapo ndopandakarasika (ndopandakarasika)
[01:31.11] Ndopandakafarisa
[01:33.33] Ndakadhomoka pama-moves
[01:35.96] Ndakadhibha kubvunza boys repadhuze
[01:38.95] "Munhu bhoo here?" Zvimwe ndaisapinda nemoyo
[01:42.85] Ipapo ndopandakarasika
[01:44.60] I blame myself ndini ndakaita nharo
[01:47.66] Yah, ndini ndakaita nharo pane zvinhu zvisingadi nharo
[01:51.20] Ndakamhanyisa nguva bvandakurumidza kunyura
[01:54.29] Kuzvitengera coffin
[01:55.46] Kuzvicherera ndega muguva (I like it)
[02:00.58]