Sarura Wako
๐ต 1474 characters
โฑ๏ธ 6:22 duration
๐ ID: 9396151
๐ Lyrics
Sarura wako anotamba zvaunoda ka
Ndakasarudza wangu anotamba zvandinodawo

Ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
Iwe tamba tione chisikana chezera rangu
Ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
Iwe tamba tione chisikana chezera rangu iwe
Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda
Kwete kungopa wese-wese rudo rwaunondipa ini

Kwete kungopa wese wese rudo rwaunondipa ini
Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu

Kune zvakawanda zvinotitadzisa
Kuti tiwirirane nekuda kwevavengi mudiwa

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:28.90] Sarura wako anotamba zvaunoda ka
[00:33.13] Ndakasarudza wangu anotamba zvandinodawo
[00:37.90]
[00:45.25] Sarura wako anotamba zvaunoda ka
[00:49.10] Ndakasarudza wangu anotamba zvandinodawo
[00:53.54]
[01:01.22] Ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
[01:05.32] Iwe tamba tione chisikana chezera rangu
[01:09.77]
[01:17.35] Ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
[01:21.42] Iwe tamba tione chisikana chezera rangu iwe
[01:26.34]
[01:33.56] Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda
[01:37.40] Kwete kungopa wese-wese rudo rwaunondipa ini
[01:42.52]
[01:49.59] Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda
[01:53.55] Kwete kungopa wese-wese rudo rwaunondipa ini
[01:58.71]
[03:12.18] Sarura wako anotamba zvaunoda ka
[03:16.09] Ndakasarudza wangu anotamba zvandinodawo
[03:23.85] Ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
[03:27.84] Iwe tamba tione chisikana chezera rangu
[03:35.74] Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda
[03:39.44] Kwete kungopa wese wese rudo rwaunondipa ini
[03:47.64] Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
[03:55.38] Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
[04:03.24] Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
[04:10.91] Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
[04:18.87] Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
[04:26.52] Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
[04:34.02] Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda
[04:38.04] Kwete kungopa wese-wese rudo rwaunondipa ini
[04:42.95]
[04:49.57] Kune zvakawanda zvinotitadzisa
[04:53.57] Kuti tiwirirane nekuda kwevavengi mudiwa
[05:05.19] Kune zvakawanda zvinotitadzisa
[05:08.99] Kuti tiwirirane nekuda kwevavengi mudiwa
[05:14.12]
[05:24.42] Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda
[05:28.32] Kwete kungopa wese-wese rudo rwaunondipa ini
[05:36.48] Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
[05:44.08] Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
[05:55.80] Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
[06:03.30] Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
[06:07.76]