Guta Rehutiziro
๐ต 1341 characters
โฑ๏ธ 5:53 duration
๐ ID: 9396538
๐ Lyrics
Ndakanzwa nezvaro ndiri kure
Kuti Guta iri rakanaka
Mukova waro
Wakazarurirwa vose
Vakaneta nekuremerwa
Ini ndikatizira imomo
Hey
Ndakagamuchirwa
MuGuta rehutiziro
NdiJesu
Mune Hupenyu
NeRugare
Handibude imomo
Ini ndakamanyira kuna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Ini ndogara muna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Ini ndakamanyira kuna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Ini ndogara muna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Guta iri rakanaka
Uye rinochengetedza
Vagari varo
Haritenderi mhepo
Dzakaipa
Kuti dzindibate ndirimo
Rakashongedzwa uye
Rinorindira vagari varo
IGuta rinofamba neni
Mazuva ose
Ini handibudi imomo
Ini ndakamhanya
Ndakananga kuna Jesu
Newe chimhanya
Mukana wacho uchiripo
Ini ndakamhanya
Ndikaponeswa naJesu
Iwe chimhanya
Nzvimbo yako ichiripo
Ini ndakamanyira kuna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Ini ndinogara muna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Oh Ini ndakamanyira kuna Jesu
Kuna Jesu oh
Guta rangu rehutiziro
Ini ndogara muna Jesu
Muna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Chimhanya
Chimhanya
Chimhanya iwe
Mhanya iwe
Mhanya iwe
Chimhanya
Mhanya iwe
Mhanya iwe
Mhanya iwe
Hey
Ini ndinorarama
Ndirimo
Ndinobudirira
Ndirimo
Ndinopora
Ndirimo
Ndinosimukira
Ndirimo
Nekusingaperi
Ndirimo
Muna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Ndinorarama
Ndirimo
Ndinobudirira
Ndirimo
Ndinopora
Ndirimo
Ndosimukira
Ndirimo
Nekusingaperi
Ndirimo
Muna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Kuti Guta iri rakanaka
Mukova waro
Wakazarurirwa vose
Vakaneta nekuremerwa
Ini ndikatizira imomo
Hey
Ndakagamuchirwa
MuGuta rehutiziro
NdiJesu
Mune Hupenyu
NeRugare
Handibude imomo
Ini ndakamanyira kuna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Ini ndogara muna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Ini ndakamanyira kuna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Ini ndogara muna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Guta iri rakanaka
Uye rinochengetedza
Vagari varo
Haritenderi mhepo
Dzakaipa
Kuti dzindibate ndirimo
Rakashongedzwa uye
Rinorindira vagari varo
IGuta rinofamba neni
Mazuva ose
Ini handibudi imomo
Ini ndakamhanya
Ndakananga kuna Jesu
Newe chimhanya
Mukana wacho uchiripo
Ini ndakamhanya
Ndikaponeswa naJesu
Iwe chimhanya
Nzvimbo yako ichiripo
Ini ndakamanyira kuna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Ini ndinogara muna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Oh Ini ndakamanyira kuna Jesu
Kuna Jesu oh
Guta rangu rehutiziro
Ini ndogara muna Jesu
Muna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Chimhanya
Chimhanya
Chimhanya iwe
Mhanya iwe
Mhanya iwe
Chimhanya
Mhanya iwe
Mhanya iwe
Mhanya iwe
Hey
Ini ndinorarama
Ndirimo
Ndinobudirira
Ndirimo
Ndinopora
Ndirimo
Ndinosimukira
Ndirimo
Nekusingaperi
Ndirimo
Muna Jesu
Guta rangu rehutiziro
Ndinorarama
Ndirimo
Ndinobudirira
Ndirimo
Ndinopora
Ndirimo
Ndosimukira
Ndirimo
Nekusingaperi
Ndirimo
Muna Jesu
Guta rangu rehutiziro
โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:12.40] Ndakanzwa nezvaro ndiri kure
[00:16.73] Kuti Guta iri rakanaka
[00:20.78] Mukova waro
[00:23.02] Wakazarurirwa vose
[00:26.06] Vakaneta nekuremerwa
[00:28.76] Ini ndikatizira imomo
[00:37.06] Hey
[00:38.72] Ndakagamuchirwa
[00:41.96] MuGuta rehutiziro
[00:46.04] NdiJesu
[00:49.02] Mune Hupenyu
[00:52.35] NeRugare
[00:55.00] Handibude imomo
[01:00.01] Ini ndakamanyira kuna Jesu
[01:07.01] Guta rangu rehutiziro
[01:13.03] Ini ndogara muna Jesu
[01:20.04] Guta rangu rehutiziro
[01:25.90] Ini ndakamanyira kuna Jesu
[01:32.78] Guta rangu rehutiziro
[01:38.77] Ini ndogara muna Jesu
[01:45.36] Guta rangu rehutiziro
[01:55.11] Guta iri rakanaka
[01:58.83] Uye rinochengetedza
[02:02.85] Vagari varo
[02:05.47] Haritenderi mhepo
[02:09.20] Dzakaipa
[02:11.49] Kuti dzindibate ndirimo
[02:21.10] Rakashongedzwa uye
[02:24.29] Rinorindira vagari varo
[02:30.46] IGuta rinofamba neni
[02:35.05] Mazuva ose
[02:36.70] Ini handibudi imomo
[02:43.09] Ini ndakamhanya
[02:49.34] Ndakananga kuna Jesu
[02:55.61] Newe chimhanya
[03:02.06] Mukana wacho uchiripo
[03:08.40] Ini ndakamhanya
[03:14.78] Ndikaponeswa naJesu
[03:21.49] Iwe chimhanya
[03:27.75] Nzvimbo yako ichiripo
[03:34.00] Ini ndakamanyira kuna Jesu
[03:40.72] Guta rangu rehutiziro
[03:46.79] Ini ndinogara muna Jesu
[03:53.42] Guta rangu rehutiziro
[03:58.83] Oh Ini ndakamanyira kuna Jesu
[04:03.91] Kuna Jesu oh
[04:06.54] Guta rangu rehutiziro
[04:12.25] Ini ndogara muna Jesu
[04:16.20] Muna Jesu
[04:18.92] Guta rangu rehutiziro
[04:27.22] Chimhanya
[04:30.36] Chimhanya
[04:33.23] Chimhanya iwe
[04:36.36] Mhanya iwe
[04:37.20] Mhanya iwe
[04:39.10] Chimhanya
[04:42.95] Mhanya iwe
[04:43.69] Mhanya iwe
[04:46.40] Mhanya iwe
[04:50.36] Hey
[04:51.05] Ini ndinorarama
[04:53.04] Ndirimo
[04:54.65] Ndinobudirira
[04:55.65] Ndirimo
[04:57.99] Ndinopora
[04:59.25] Ndirimo
[05:01.31] Ndinosimukira
[05:02.38] Ndirimo
[05:04.42] Nekusingaperi
[05:05.73] Ndirimo
[05:08.35] Muna Jesu
[05:10.36] Guta rangu rehutiziro
[05:17.38] Ndinorarama
[05:18.70] Ndirimo
[05:20.39] Ndinobudirira
[05:21.63] Ndirimo
[05:23.62] Ndinopora
[05:24.69] Ndirimo
[05:26.78] Ndosimukira
[05:28.01] Ndirimo
[05:29.91] Nekusingaperi
[05:31.07] Ndirimo
[05:34.44] Muna Jesu
[05:36.07] Guta rangu rehutiziro
[05:43.43]
[00:16.73] Kuti Guta iri rakanaka
[00:20.78] Mukova waro
[00:23.02] Wakazarurirwa vose
[00:26.06] Vakaneta nekuremerwa
[00:28.76] Ini ndikatizira imomo
[00:37.06] Hey
[00:38.72] Ndakagamuchirwa
[00:41.96] MuGuta rehutiziro
[00:46.04] NdiJesu
[00:49.02] Mune Hupenyu
[00:52.35] NeRugare
[00:55.00] Handibude imomo
[01:00.01] Ini ndakamanyira kuna Jesu
[01:07.01] Guta rangu rehutiziro
[01:13.03] Ini ndogara muna Jesu
[01:20.04] Guta rangu rehutiziro
[01:25.90] Ini ndakamanyira kuna Jesu
[01:32.78] Guta rangu rehutiziro
[01:38.77] Ini ndogara muna Jesu
[01:45.36] Guta rangu rehutiziro
[01:55.11] Guta iri rakanaka
[01:58.83] Uye rinochengetedza
[02:02.85] Vagari varo
[02:05.47] Haritenderi mhepo
[02:09.20] Dzakaipa
[02:11.49] Kuti dzindibate ndirimo
[02:21.10] Rakashongedzwa uye
[02:24.29] Rinorindira vagari varo
[02:30.46] IGuta rinofamba neni
[02:35.05] Mazuva ose
[02:36.70] Ini handibudi imomo
[02:43.09] Ini ndakamhanya
[02:49.34] Ndakananga kuna Jesu
[02:55.61] Newe chimhanya
[03:02.06] Mukana wacho uchiripo
[03:08.40] Ini ndakamhanya
[03:14.78] Ndikaponeswa naJesu
[03:21.49] Iwe chimhanya
[03:27.75] Nzvimbo yako ichiripo
[03:34.00] Ini ndakamanyira kuna Jesu
[03:40.72] Guta rangu rehutiziro
[03:46.79] Ini ndinogara muna Jesu
[03:53.42] Guta rangu rehutiziro
[03:58.83] Oh Ini ndakamanyira kuna Jesu
[04:03.91] Kuna Jesu oh
[04:06.54] Guta rangu rehutiziro
[04:12.25] Ini ndogara muna Jesu
[04:16.20] Muna Jesu
[04:18.92] Guta rangu rehutiziro
[04:27.22] Chimhanya
[04:30.36] Chimhanya
[04:33.23] Chimhanya iwe
[04:36.36] Mhanya iwe
[04:37.20] Mhanya iwe
[04:39.10] Chimhanya
[04:42.95] Mhanya iwe
[04:43.69] Mhanya iwe
[04:46.40] Mhanya iwe
[04:50.36] Hey
[04:51.05] Ini ndinorarama
[04:53.04] Ndirimo
[04:54.65] Ndinobudirira
[04:55.65] Ndirimo
[04:57.99] Ndinopora
[04:59.25] Ndirimo
[05:01.31] Ndinosimukira
[05:02.38] Ndirimo
[05:04.42] Nekusingaperi
[05:05.73] Ndirimo
[05:08.35] Muna Jesu
[05:10.36] Guta rangu rehutiziro
[05:17.38] Ndinorarama
[05:18.70] Ndirimo
[05:20.39] Ndinobudirira
[05:21.63] Ndirimo
[05:23.62] Ndinopora
[05:24.69] Ndirimo
[05:26.78] Ndosimukira
[05:28.01] Ndirimo
[05:29.91] Nekusingaperi
[05:31.07] Ndirimo
[05:34.44] Muna Jesu
[05:36.07] Guta rangu rehutiziro
[05:43.43]