Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Zvaachakuitira

๐Ÿ‘ค Shingisai โ€ข ๐ŸŽผ Tatenda Taona โ€ข โฑ๏ธ 5:25
๐ŸŽต 1532 characters
โฑ๏ธ 5:25 duration
๐Ÿ†” ID: 9396576

๐Ÿ“œ Lyrics

Mhepo ikavhuvhuta
Yorova zvinyoro nyoro, kutonhorera muzuva
Usatye zvako mwanangu

Mwedzi kana wobuda
Wokwira zvinyoro nyoro, chiedza chouya murima
Usatye zvako mwanangu

Kana uchifamba muidi
Jeso parutivi aripo
Tenda Mwari nezvaakakuitira

Kana uchifamba muchokwadi
Jeso parutivi aripo
Mutendezve nezvaachakuitira

Tenda Mwari
Nezvaakakuitira mwanangu
Uwone zvaachakuitira

Vimba naJehovah
Urege kuzendamira panjere dzako
Uwone zvaachakuitira

Tenda Mwari
Nezvaakakuitira mwanangu
Uwone zvaachakuitira

(Vimba) vimba naJehovah
Urege kuzendamira panjere dzako
Uwone zvaachakuitira

Kana uchifamba muidi
Jeso parutivi aripo
Tenda Mwari nezvaakakuitira

Kana uchifamba muchokwadi
Jeso parutivi aripo
Mutendezve nezvaachakuitira

(Tenda Mwari)
(Nezvaakakuitira mwanangu)
(Uwone zvaachakuitira)

(Vimba naJehovah)
Urege kuzendamira panjere dzako
(Uwone zvaachakuitira)

(Tenda Mwari)
(Nezvaakakuitira mwanangu)
(Uwone zvaachakuitira)

(Vimba naJehovah)
Urege kuzendamira panjere dzako
(Uwone zvaachakuitira)

(Tenda Mwari)
(Nezvaakakuitira mwanangu)
(Uwone zvaachakuitira)

(Vimba naJehovah)
Urege kuzendamira panjere dzako
(Uwone zvaachakuitira)

Tenda Mwari
(Nezvaakakuitira mwanangu)
(Uwone zvaachakuitira)

(Vimba naJehovah)
Urege kuzendamira panjere dzako
(Uwone zvaachakuitira)

Uwone zvaachakuitira mwanangu
(Uwone zvaachakuitira)

Uwone zvaachakuitira mwanangu
(Uwone zvaachakuitira)

Uwone zvaachakuitira mwanangu (ha-a ha-a ha-a ha-a)
Uwone zvaachakuitira

Uwone zvaachakuitira mwanangu (ha-a ha-a ha-a)
Uwone (zvaachakuitira)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:27.82] Mhepo ikavhuvhuta
[00:30.55] Yorova zvinyoro nyoro, kutonhorera muzuva
[00:36.13] Usatye zvako mwanangu
[00:39.02] Mwedzi kana wobuda
[00:41.74] Wokwira zvinyoro nyoro, chiedza chouya murima
[00:47.30] Usatye zvako mwanangu
[00:50.30] Kana uchifamba muidi
[00:53.11] Jeso parutivi aripo
[00:56.02] Tenda Mwari nezvaakakuitira
[01:01.53] Kana uchifamba muchokwadi
[01:04.49] Jeso parutivi aripo
[01:07.28] Mutendezve nezvaachakuitira
[01:12.53]
[01:24.27] Tenda Mwari
[01:26.35] Nezvaakakuitira mwanangu
[01:30.50] Uwone zvaachakuitira
[01:34.83] Vimba naJehovah
[01:37.64] Urege kuzendamira panjere dzako
[01:41.66] Uwone zvaachakuitira
[01:46.79] Tenda Mwari
[01:48.88] Nezvaakakuitira mwanangu
[01:53.00] Uwone zvaachakuitira
[01:56.09] (Vimba) vimba naJehovah
[02:00.36] Urege kuzendamira panjere dzako
[02:04.14] Uwone zvaachakuitira
[02:09.50]
[02:20.69] Kana uchifamba muidi
[02:23.29] Jeso parutivi aripo
[02:26.24] Tenda Mwari nezvaakakuitira
[02:31.90] Kana uchifamba muchokwadi
[02:34.56] Jeso parutivi aripo
[02:37.79] Mutendezve nezvaachakuitira
[02:42.71]
[02:54.47] (Tenda Mwari)
[02:56.59] (Nezvaakakuitira mwanangu)
[03:00.74] (Uwone zvaachakuitira)
[03:05.10] (Vimba naJehovah)
[03:08.21] Urege kuzendamira panjere dzako
[03:12.09] (Uwone zvaachakuitira)
[03:17.21] (Tenda Mwari)
[03:19.12] (Nezvaakakuitira mwanangu)
[03:23.20] (Uwone zvaachakuitira)
[03:27.93] (Vimba naJehovah)
[03:30.65] Urege kuzendamira panjere dzako
[03:34.60] (Uwone zvaachakuitira)
[03:39.72] (Tenda Mwari)
[03:41.82] (Nezvaakakuitira mwanangu)
[03:46.15] (Uwone zvaachakuitira)
[03:50.42] (Vimba naJehovah)
[03:53.26] Urege kuzendamira panjere dzako
[03:57.30] (Uwone zvaachakuitira)
[04:02.39] Tenda Mwari
[04:04.55] (Nezvaakakuitira mwanangu)
[04:08.38] (Uwone zvaachakuitira)
[04:13.09] (Vimba naJehovah)
[04:15.95] Urege kuzendamira panjere dzako
[04:19.64] (Uwone zvaachakuitira)
[04:25.25] Uwone zvaachakuitira mwanangu
[04:31.24] (Uwone zvaachakuitira)
[04:36.74] Uwone zvaachakuitira mwanangu
[04:42.28] (Uwone zvaachakuitira)
[04:47.94] Uwone zvaachakuitira mwanangu (ha-a ha-a ha-a ha-a)
[04:53.61] Uwone zvaachakuitira
[04:59.27] Uwone zvaachakuitira mwanangu (ha-a ha-a ha-a)
[05:04.92] Uwone (zvaachakuitira)
[05:10.22]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings