Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Tangai Neni

๐Ÿ‘ค Minister Michael Mahendere โ€ข ๐ŸŽผ Getting Personal With God Vol. 4 โ€ข โฑ๏ธ 5:56
๐ŸŽต 1637 characters
โฑ๏ธ 5:56 duration
๐Ÿ†” ID: 9396607

๐Ÿ“œ Lyrics

Oh yes
Oh
Oh
Oh
Oh yes
Ndiripano Mwariwe
Munondiona Mwariwe
Ndioneiwo
Ndioneiwo

Apo
Pamunorangarira vanhu venyu
Tangai neni
Imbo tangai neni
Apo
Pamunoshanyira vana venyu
Imbotangai neni Ishe

Ko paye
Pamuno promoter vanhu venyu
Imbo tangai neni
Imbo tangai neni Mambo
Apo
Pamunokomborera vana venyu
Imbo tangai neni Ishe

Saka tangai neni
Mugopedzawo neni
Mwariwe
Tangai neni
Mwari wangu
Tangai neni Ishe

Inzwai kuchema kwangu
Tererai munyengetero wangu
Ndinodana kwamuri
Ndimi moga mune mhinduro
Chimbotangai neni Ishe

Mwari
Iko kutenda ndinako
Kushoko renyu
Saka ndioneiwo Mwari
Hey
Ndioneiwo Mwari

Honaiwo kutenda kwandinako
Imbotangai neni Ishe
Oh ndakafara Mwari
Kuti ma next door makavaitira
Zvino wave mukana wangu
Ndioneiwo
Ndioneiwo
Ndioneiwo Mwari
Ndioneiwo Mwari
Tangai neni Ishe

Imbotangai neni
Mwari wangu
Mugopedzawo neni
Mirai neni
Tangai neni Ishe

Tangai neni
Mwariwe
Mugopedzawo neni
Mirai neni
Tangai neni Ishe

Oh
Ndiwo munamato wangu kwamuri
Ndioneiwo
Ndioneiwo Mwari
Ndioneiwo Mwari
Ndagadzirira kugamuchira
Kwamuri
Mwari ndinogamuchira
Makomborero angu ose
Mwari ndinogamuchira
Minana
Minana
Minana yangu
Mwari ndinogamuchira
Ndogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Zvese zvangu
Zvazuro, zvanhasi
Namangwana
Mwari ndinogamuchira
Rugare yeah
Mwari ndinogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Ndogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Tangai neni Ishe

Tangai neni
Neni
Neni
I receive
I receive
I receive
Ndioneiwo Mwari
Nditariseiwo Mwari
Ndigamuchidzeiwo Mwari
Tangaiwo neni
I will testify
I will testify
Of Your goodness
Of Your mercy
Ndioneiwo
Ndioneiwo Mwari
Ah
Imbotangai neni Ishe
Oh

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:01.28] Oh yes
[00:03.60] Oh
[00:06.88] Oh
[00:09.83] Oh
[00:12.13] Oh yes
[00:15.19] Ndiripano Mwariwe
[00:17.89] Munondiona Mwariwe
[00:20.21] Ndioneiwo
[00:21.71] Ndioneiwo
[00:25.16] Apo
[00:26.83] Pamunorangarira vanhu venyu
[00:31.47] Tangai neni
[00:34.52] Imbo tangai neni
[00:37.15] Apo
[00:39.15] Pamunoshanyira vana venyu
[00:43.49] Imbotangai neni Ishe
[00:49.17] Ko paye
[00:51.17] Pamuno promoter vanhu venyu
[00:55.87] Imbo tangai neni
[00:58.87] Imbo tangai neni Mambo
[01:01.83] Apo
[01:03.52] Pamunokomborera vana venyu
[01:08.16] Imbo tangai neni Ishe
[01:13.94] Saka tangai neni
[01:19.98] Mugopedzawo neni
[01:24.96] Mwariwe
[01:26.30] Tangai neni
[01:31.22] Mwari wangu
[01:32.98] Tangai neni Ishe
[01:38.54] Inzwai kuchema kwangu
[01:44.68] Tererai munyengetero wangu
[01:50.56] Ndinodana kwamuri
[01:53.53] Ndimi moga mune mhinduro
[01:57.68] Chimbotangai neni Ishe
[02:03.28] Mwari
[02:04.55] Iko kutenda ndinako
[02:07.96] Kushoko renyu
[02:10.96] Saka ndioneiwo Mwari
[02:13.56] Hey
[02:14.56] Ndioneiwo Mwari
[02:17.53] Honaiwo kutenda kwandinako
[02:21.59] Imbotangai neni Ishe
[02:26.24] Oh ndakafara Mwari
[02:29.26] Kuti ma next door makavaitira
[02:32.64] Zvino wave mukana wangu
[02:36.28] Ndioneiwo
[02:37.14] Ndioneiwo
[02:39.22] Ndioneiwo Mwari
[02:42.25] Ndioneiwo Mwari
[02:46.81] Tangai neni Ishe
[02:52.18] Imbotangai neni
[02:56.87] Mwari wangu
[02:58.13] Mugopedzawo neni
[03:04.94] Mirai neni
[03:11.83] Tangai neni Ishe
[03:17.11] Tangai neni
[03:21.59] Mwariwe
[03:22.91] Mugopedzawo neni
[03:29.14] Mirai neni
[03:36.27] Tangai neni Ishe
[03:40.95] Oh
[03:43.63] Ndiwo munamato wangu kwamuri
[03:49.62] Ndioneiwo
[03:51.39] Ndioneiwo Mwari
[03:53.39] Ndioneiwo Mwari
[03:56.31] Ndagadzirira kugamuchira
[04:01.94] Kwamuri
[04:03.37] Mwari ndinogamuchira
[04:08.47] Makomborero angu ose
[04:10.10] Mwari ndinogamuchira
[04:13.32] Minana
[04:13.98] Minana
[04:14.99] Minana yangu
[04:16.96] Mwari ndinogamuchira
[04:18.74] Ndogamuchira
[04:23.03] Mwari ndinogamuchira
[04:24.95] Zvese zvangu
[04:25.67] Zvazuro, zvanhasi
[04:27.65] Namangwana
[04:29.29] Mwari ndinogamuchira
[04:30.69] Rugare yeah
[04:35.33] Mwari ndinogamuchira
[04:37.06] Mwari ndinogamuchira
[04:39.21] Mwari ndinogamuchira
[04:41.77] Mwari ndinogamuchira
[04:43.28] Ndogamuchira
[04:48.02] Mwari ndinogamuchira
[04:50.38] Tangai neni Ishe
[04:55.30] Tangai neni
[04:57.85] Neni
[04:59.04] Neni
[05:01.35] I receive
[05:03.08] I receive
[05:04.37] I receive
[05:07.05] Ndioneiwo Mwari
[05:10.07] Nditariseiwo Mwari
[05:13.07] Ndigamuchidzeiwo Mwari
[05:16.09] Tangaiwo neni
[05:19.04] I will testify
[05:22.03] I will testify
[05:25.39] Of Your goodness
[05:28.06] Of Your mercy
[05:31.42] Ndioneiwo
[05:34.37] Ndioneiwo Mwari
[05:37.32] Ah
[05:39.06] Imbotangai neni Ishe
[05:45.11] Oh
[05:54.37]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings