Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Hakata

๐Ÿ‘ค Jah Prayzah โ€ข ๐ŸŽผ Chitubu โ€ข โฑ๏ธ 5:21
๐ŸŽต 2652 characters
โฑ๏ธ 5:21 duration
๐Ÿ†” ID: 9498051

๐Ÿ“œ Lyrics

Haa, hiya hiya, hiya hiya
Haa heya herere, hererewo

Zvikanzi machinda takanda (hakata)
Dziri kuti mose muchakwidza (makata)
Zvikanzi nhongai nhongai (chakata)
(Tifambe chinhambo, musamise mutambo)

Haiwa ini ringe, ini ringe (hakata)
Dziri kuti mose muchakwidza (makata)
Zvikanzi nhonga usasiye (chakata)
(Tifambe chinhambo, musamise mutambo)

Varume kune nzira nhema (hakata)
Ndiyoyi nzira yandinozeza (makata)
Wochitonhonga usasiye (chakata)
Tifambe chinhambo, musamise mutambo

Wochiti gwedebu gwedebu (hakata)
Fumura pachena tikwire (makata)
Wochingonhonga usasiye (chakata)
Tifambe chinhambo, musamise mutambo

Haiwa mudzimu woye, mudzimu woye
Zvamunenge makafuratira
Ko inga takadire mhamba (hupenyu, hurefu)

Haiwa Chirorodziva
Tateguru vakatungamira
Mudzimu woye takashaya nzira (hupenyu, hurefu)

Haiwa mudzimu woye, mudzimu woye
Zvamunenge makafuratira
Ko inga takadire mhamba (hupenyu, hurefu)

Haiwa Chirorodziva
Tateguru vakatungamira
Mudzimu woye takashaya nzira (hupenyu, hurefu)

Vamwe vazoti hatiende
Vamwe vadzikira muKwekwe
Chitima charamba chichiti kweee
Kwatabva chinhambo, musamise mutambo

Inzwai ini ndarira senhengure
Kwandabva varume kure kure
Chitima charamba chichiti kweee
Kwatabva chinhambo, musamise mutambo

Hatichaona nzira zuva radzima (simudzira ngoma)
Musaneta kudetembera madzimai (rwendo rwunorema)
Ndaona nzira yacho haichina kucheneka
Kwatabva chinhambo, musamise mutambo

Hatichaona nzira, zuva radzima (simudzira ngoma)
Musaneta kudetembera madzimai (rwendo rwunorema)
Ndaona nzira yacho haichina kucheneka
Kwatabva chinhambo, musamise mutambo

Haiwa mudzimu woye, mudzimu woye
Zvamunenge makafuratira
Ko inga takadire mhamba (hupenyu, hurefu)

Haiwa Chirorodziva
Tateguru vakatungamira
Mudzimu woye takashaya nzira (hupenyu, hurefu)

Haiwa mudzimu woye, mudzimu woye
Zvamunenge makafuratira
Ko inga takadire mhamba (hupenyu, hurefu)

Haiwa Chirorodziva
Tateguru vakatungamira
Mudzimu woye takashaya nzira (hupenyu, hurefu)

Ini ndinomira-miraka ndomene (simudzira ngoma)
Pane chandipiringa mugoronga, ndonye (rwendo rwunorema)
Pane chandizunguza, mudzvovero wemhondoro
Kune jecha, kune jeka-cheka, ini ndiri ndenga ndotya

Ini ndinomiraka ndomene (simudzira ngoma)
Pane chandipiringa mugoronga, ndonye (rwendo rwunorema)
Pane chandizunguza, mudzvovero wemhondoro
Kune jecha, kune jeka-cheka, ini ndiri ndenga ndotya

Mudzimu woye, mudzimu woye (haiwa mudzimu woye)
Zvamunenge makafuratira (haiwa mudzimu woye)
Ko inga takadire mhamba (haiwa hupenyu, hurefu, mudzimu woye)

Haiwa Chirorodziva (haiwa mudzimu woye)
Tateguru vakatungamira (haiwa mudzimu woye)
Mudzimu woye takashaya nzira (haiwa hupenyu hurefu)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:13.32] Haa, hiya hiya, hiya hiya
[00:16.23] Haa heya herere, hererewo
[00:21.87] Zvikanzi machinda takanda (hakata)
[00:24.66] Dziri kuti mose muchakwidza (makata)
[00:27.55] Zvikanzi nhongai nhongai (chakata)
[00:30.56] (Tifambe chinhambo, musamise mutambo)
[00:33.11] Haiwa ini ringe, ini ringe (hakata)
[00:36.16] Dziri kuti mose muchakwidza (makata)
[00:39.09] Zvikanzi nhonga usasiye (chakata)
[00:41.77] (Tifambe chinhambo, musamise mutambo)
[00:44.85] Varume kune nzira nhema (hakata)
[00:47.34] Ndiyoyi nzira yandinozeza (makata)
[00:50.44] Wochitonhonga usasiye (chakata)
[00:53.10] Tifambe chinhambo, musamise mutambo
[00:55.99] Wochiti gwedebu gwedebu (hakata)
[00:59.04] Fumura pachena tikwire (makata)
[01:01.99] Wochingonhonga usasiye (chakata)
[01:04.64] Tifambe chinhambo, musamise mutambo
[01:07.48] Haiwa mudzimu woye, mudzimu woye
[01:10.21] Zvamunenge makafuratira
[01:13.27] Ko inga takadire mhamba (hupenyu, hurefu)
[01:18.96] Haiwa Chirorodziva
[01:21.57] Tateguru vakatungamira
[01:24.52] Mudzimu woye takashaya nzira (hupenyu, hurefu)
[01:30.36] Haiwa mudzimu woye, mudzimu woye
[01:33.14] Zvamunenge makafuratira
[01:35.93] Ko inga takadire mhamba (hupenyu, hurefu)
[01:41.64] Haiwa Chirorodziva
[01:44.10] Tateguru vakatungamira
[01:47.30] Mudzimu woye takashaya nzira (hupenyu, hurefu)
[01:52.61] Vamwe vazoti hatiende
[01:55.82] Vamwe vadzikira muKwekwe
[01:58.53] Chitima charamba chichiti kweee
[02:01.60] Kwatabva chinhambo, musamise mutambo
[02:04.48] Inzwai ini ndarira senhengure
[02:07.27] Kwandabva varume kure kure
[02:10.05] Chitima charamba chichiti kweee
[02:13.01] Kwatabva chinhambo, musamise mutambo
[02:15.93] Hatichaona nzira zuva radzima (simudzira ngoma)
[02:18.54] Musaneta kudetembera madzimai (rwendo rwunorema)
[02:21.47] Ndaona nzira yacho haichina kucheneka
[02:24.49] Kwatabva chinhambo, musamise mutambo
[02:27.19] Hatichaona nzira, zuva radzima (simudzira ngoma)
[02:29.81] Musaneta kudetembera madzimai (rwendo rwunorema)
[02:32.80] Ndaona nzira yacho haichina kucheneka
[02:35.66] Kwatabva chinhambo, musamise mutambo
[02:38.64] Haiwa mudzimu woye, mudzimu woye
[02:41.39] Zvamunenge makafuratira
[02:44.29] Ko inga takadire mhamba (hupenyu, hurefu)
[02:49.63] Haiwa Chirorodziva
[02:52.40] Tateguru vakatungamira
[02:55.66] Mudzimu woye takashaya nzira (hupenyu, hurefu)
[03:01.30] Haiwa mudzimu woye, mudzimu woye
[03:04.27] Zvamunenge makafuratira
[03:06.99] Ko inga takadire mhamba (hupenyu, hurefu)
[03:12.24] Haiwa Chirorodziva
[03:15.21] Tateguru vakatungamira
[03:18.31] Mudzimu woye takashaya nzira (hupenyu, hurefu)
[03:24.29]
[03:46.99] Ini ndinomira-miraka ndomene (simudzira ngoma)
[03:49.62] Pane chandipiringa mugoronga, ndonye (rwendo rwunorema)
[03:52.53] Pane chandizunguza, mudzvovero wemhondoro
[03:55.11] Kune jecha, kune jeka-cheka, ini ndiri ndenga ndotya
[03:58.63] Ini ndinomiraka ndomene (simudzira ngoma)
[04:01.16] Pane chandipiringa mugoronga, ndonye (rwendo rwunorema)
[04:03.80] Pane chandizunguza, mudzvovero wemhondoro
[04:06.42] Kune jecha, kune jeka-cheka, ini ndiri ndenga ndotya
[04:10.22] Mudzimu woye, mudzimu woye (haiwa mudzimu woye)
[04:12.46] Zvamunenge makafuratira (haiwa mudzimu woye)
[04:15.43] Ko inga takadire mhamba (haiwa hupenyu, hurefu, mudzimu woye)
[04:43.86] Haiwa Chirorodziva (haiwa mudzimu woye)
[04:46.40] Tateguru vakatungamira (haiwa mudzimu woye)
[04:49.29] Mudzimu woye takashaya nzira (haiwa hupenyu hurefu)
[04:55.86]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings