Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Zibundu

๐Ÿ‘ค Jah Prayzah โ€ข ๐ŸŽผ Chiremerera โ€ข โฑ๏ธ 5:02
๐ŸŽต 1919 characters
โฑ๏ธ 5:02 duration
๐Ÿ†” ID: 9498226

๐Ÿ“œ Lyrics

Herendeha hohaa, iherende
Amaihwe, iherendeha hohaha, iherende
Herendeha hohaa, iherende
Amaihwe, iherendeha hohaha, iherende

Mutikumbirire kuvakuru
Vatisunungure zibundu
Chipfuva kuzara nehasha
Ibundu rehuturu

Mutikumbirire kuvakuru
Vatisunungure zibundu
Chipfuva kuzara nehasha
Ibundu rehuturu

Dzorerai kwamakatora mega, dzorerai
Dzokerai kwamakatemwa nyora, dzokerai
Kashamhu kamunorova nako kumakuva ozaruka
Dzorerai kwamakatora mega, dzokerai

Iro gona ramakaromba mega rikapedza vana muchimana
Dzorerai kwamakatora mega, dzokerai

Kana zvasvika pakadai, tichatumira mhere kumatenga
Kana izwi raramba kusvika varume moridza hwamanda
Kana zvasvika pakadai, tumirai mhere kumatenga
Kana izwi raramba kusvika varume moridza hwamanda

Mutikumbirire kuvakuru
Vatisunungure zibundu
Chipfuva kuzara nehasha (aheha)
Ibundu rehuturu (aheha, shuwa mutisunungure)

Mutikumbirire kuvakuru (haiwa mutisunungure)
Vatisunungure zibundu (heya, heya)
Chipfuva kuzara nehasha (aheha)
Ibundu rehuturu (aheha)

Mhanya nemvura tibate icho
Chakaipa semwene wacho, haa
Tikande muna Save, chiyende na Save heya, hoha
Amaihwe, iherendeha hohaha, iherende

Kana zvasvika pakadai, tichatumira mhere kumatenga
Kana izwi raramba kusvika varume moridza hwamanda
Kana zvasvika pakadai, tumirai mhere kumatenga
Kana izwi raramba kusvika varume moridza hwamanda

Mutikumbirire kuvakuru
Vatisunungure zibundu
Chipfuva kuzara nehasha
Ibundu rehuturu

Mutikumbirire kuvakuru
Vatisunungure zibundu
Chipfuva kuzara nehasha
Ibundu rehuturu

Amaihwe, iherendeha hohaha, iherende
Vanotuma karemwaremwa (kumbira matenga)
Aiwa mukoma handiyambuke (kumbira matenga)
Makanganwa chazuro neyi? (Kumbira matenga)
Aiwa ndopika namakheyi (kumbira matenga)
Pane kachikumbiro, panoda rudaviro (kumbira matenga)
Zviri pamusha uno zvine kamusiyano (kumbira matenga)
Paita marara panoda mutsvairo (kumbira matenga)
Kurwara musi uno, nekufa musi uno (kumbira matenga)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:15.77] Herendeha hohaa, iherende
[00:21.36] Amaihwe, iherendeha hohaha, iherende
[00:28.86] Herendeha hohaa, iherende
[00:34.43] Amaihwe, iherendeha hohaha, iherende
[00:40.70] Mutikumbirire kuvakuru
[00:43.73] Vatisunungure zibundu
[00:47.06] Chipfuva kuzara nehasha
[00:50.35] Ibundu rehuturu
[00:53.78] Mutikumbirire kuvakuru
[00:57.03] Vatisunungure zibundu
[01:00.12] Chipfuva kuzara nehasha
[01:02.75] Ibundu rehuturu
[01:06.51] Dzorerai kwamakatora mega, dzorerai
[01:13.39] Dzokerai kwamakatemwa nyora, dzokerai
[01:20.08] Kashamhu kamunorova nako kumakuva ozaruka
[01:26.42] Dzorerai kwamakatora mega, dzokerai
[01:33.24] Iro gona ramakaromba mega rikapedza vana muchimana
[01:39.83] Dzorerai kwamakatora mega, dzokerai
[01:46.61] Kana zvasvika pakadai, tichatumira mhere kumatenga
[01:53.19] Kana izwi raramba kusvika varume moridza hwamanda
[01:59.91] Kana zvasvika pakadai, tumirai mhere kumatenga
[02:06.44] Kana izwi raramba kusvika varume moridza hwamanda
[02:13.18] Mutikumbirire kuvakuru
[02:16.45] Vatisunungure zibundu
[02:19.53] Chipfuva kuzara nehasha (aheha)
[02:22.63] Ibundu rehuturu (aheha, shuwa mutisunungure)
[02:26.48] Mutikumbirire kuvakuru (haiwa mutisunungure)
[02:29.50] Vatisunungure zibundu (heya, heya)
[02:32.81] Chipfuva kuzara nehasha (aheha)
[02:35.93] Ibundu rehuturu (aheha)
[02:39.46] Mhanya nemvura tibate icho
[02:45.87] Chakaipa semwene wacho, haa
[02:52.79] Tikande muna Save, chiyende na Save heya, hoha
[02:59.93] Amaihwe, iherendeha hohaha, iherende
[03:05.78] Kana zvasvika pakadai, tichatumira mhere kumatenga
[03:12.39] Kana izwi raramba kusvika varume moridza hwamanda
[03:19.17] Kana zvasvika pakadai, tumirai mhere kumatenga
[03:25.63] Kana izwi raramba kusvika varume moridza hwamanda
[03:32.14] Mutikumbirire kuvakuru
[03:35.34] Vatisunungure zibundu
[03:38.97] Chipfuva kuzara nehasha
[03:41.95] Ibundu rehuturu
[03:45.60] Mutikumbirire kuvakuru
[03:48.99] Vatisunungure zibundu
[03:52.14] Chipfuva kuzara nehasha
[03:55.17] Ibundu rehuturu
[03:58.17]
[04:19.11] Amaihwe, iherendeha hohaha, iherende
[04:25.18] Vanotuma karemwaremwa (kumbira matenga)
[04:28.38] Aiwa mukoma handiyambuke (kumbira matenga)
[04:31.51] Makanganwa chazuro neyi? (Kumbira matenga)
[04:35.07] Aiwa ndopika namakheyi (kumbira matenga)
[04:38.41] Pane kachikumbiro, panoda rudaviro (kumbira matenga)
[04:41.65] Zviri pamusha uno zvine kamusiyano (kumbira matenga)
[04:44.95] Paita marara panoda mutsvairo (kumbira matenga)
[04:48.25] Kurwara musi uno, nekufa musi uno (kumbira matenga)
[04:52.17]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings