Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

MuGarden (feat. Gemma Griffiths)

๐Ÿ‘ค Winky D โ€ข ๐ŸŽผ MuGarden โ€ข โฑ๏ธ 3:43
๐ŸŽต 1621 characters
โฑ๏ธ 3:43 duration
๐Ÿ†” ID: 9595611

๐Ÿ“œ Lyrics

Gemma, ini ndachema (ndachema)
Neniwo Gaffa

Ngatibvei paruzhinji babe
Toenda
Ndoda kungova iwewe neni

Ngatirareme saAdam naEva mugarden
Toita setingori 2 chete
Handifunge kune chingatinetsa tega tega

Handimbokutiza
Imajeni, you and me chete
Hapana chingatinetsa tega tega

Chinowanza kupesanisa vanhu 2 vanodanana
Imari nemutauro kubva kuhama neshamwari
But tiri 2 takavharirwa mugarden
Ngatifambe zvedu tichitemba simba raMwari

Ini handife ndakasiya wandinoda
Rudo rwangu ndinopa iwe
Babe hapana chinoshota
Handimbokusiya nenyota

Zvaunoda ini ndinoita chero
Asi usazondidyisa muchero
Vimbika pandiri chingoita 1 mufero

Babe zvaunoda ndoita chero
Handimbokudyisa muchero
Handikusiye ndini ndega gero

Ngatirareme saAdam naEva mugarden
Toita setingori 2 chete
Handifunge kune chingatinetsa tega tega

Handimbokutiza
Imajeni you and me chete
Hapana chingatinetsa tega tega

Tiri 2 babe hapana ruchiva
Muno mune mufaro hona 2 njiva

Ndatiwo hona bhero rerudo rarira ngatiitei zvataivavarira
Pamoyo wakandibata ipapo, ndichakubata ipapo
Hana dziri kuroverana zvichaita bho

Bata ipapo ndichakubata ipapo
Hakuna akandida fanika so

Zvaunoda ini ndinoita chero
Asi usazondidyisa muchero
Vimbika pandiri chingoita 1 mufero

Babe zvaunoda ndoita chero
Handimbokudyisa muchero
Handikusiye ndini ndega gero

Ngatirareme saAdam naEva mugarden
Toita setingori 2 chete
Handifunge kune chingatinetsa tega tega

Handimbokutiza
Imajeni you and me chete
Hapana chingatinetsa tega tega

Ngatirareme saAdam naEva mugarden
Toita setingori 2 chete
Handifunge kune chingatinetsa tega tega

(Eva mugarden) hee hee tega tega
(Eva mugarden)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:02.39] Gemma, ini ndachema (ndachema)
[00:08.48] Neniwo Gaffa
[00:10.15] Ngatibvei paruzhinji babe
[00:12.88] Toenda
[00:14.74] Ndoda kungova iwewe neni
[00:20.12] Ngatirareme saAdam naEva mugarden
[00:24.82] Toita setingori 2 chete
[00:27.68] Handifunge kune chingatinetsa tega tega
[00:31.77] Handimbokutiza
[00:33.74] Imajeni, you and me chete
[00:38.77] Hapana chingatinetsa tega tega
[00:42.25] Chinowanza kupesanisa vanhu 2 vanodanana
[00:44.44] Imari nemutauro kubva kuhama neshamwari
[00:48.20] But tiri 2 takavharirwa mugarden
[00:51.06] Ngatifambe zvedu tichitemba simba raMwari
[00:53.61] Ini handife ndakasiya wandinoda
[00:56.77] Rudo rwangu ndinopa iwe
[00:59.73] Babe hapana chinoshota
[01:01.88] Handimbokusiya nenyota
[01:03.71] Zvaunoda ini ndinoita chero
[01:07.04] Asi usazondidyisa muchero
[01:09.92] Vimbika pandiri chingoita 1 mufero
[01:13.91] Babe zvaunoda ndoita chero
[01:18.37] Handimbokudyisa muchero
[01:21.06] Handikusiye ndini ndega gero
[01:24.25] Ngatirareme saAdam naEva mugarden
[01:27.05]
[01:29.11] Toita setingori 2 chete
[01:31.67] Handifunge kune chingatinetsa tega tega
[01:35.62] Handimbokutiza
[01:37.89] Imajeni you and me chete
[01:42.23] Hapana chingatinetsa tega tega
[01:46.22] Tiri 2 babe hapana ruchiva
[01:48.87] Muno mune mufaro hona 2 njiva
[01:51.39] Ndatiwo hona bhero rerudo rarira ngatiitei zvataivavarira
[01:56.60] Pamoyo wakandibata ipapo, ndichakubata ipapo
[01:59.51] Hana dziri kuroverana zvichaita bho
[02:02.72] Bata ipapo ndichakubata ipapo
[02:05.32] Hakuna akandida fanika so
[02:07.60] Zvaunoda ini ndinoita chero
[02:10.89] Asi usazondidyisa muchero
[02:14.16] Vimbika pandiri chingoita 1 mufero
[02:17.97] Babe zvaunoda ndoita chero
[02:22.45] Handimbokudyisa muchero
[02:24.92] Handikusiye ndini ndega gero
[02:28.28] Ngatirareme saAdam naEva mugarden
[02:32.51] Toita setingori 2 chete
[02:35.72] Handifunge kune chingatinetsa tega tega
[02:39.84] Handimbokutiza
[02:41.94] Imajeni you and me chete
[02:46.21] Hapana chingatinetsa tega tega
[02:49.65] Ngatirareme saAdam naEva mugarden
[02:54.48] Toita setingori 2 chete
[02:57.13] Handifunge kune chingatinetsa tega tega
[03:02.43]
[03:12.76] (Eva mugarden) hee hee tega tega
[03:23.95] (Eva mugarden)
[03:25.69]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings