Kharma
๐ต 1917 characters
โฑ๏ธ 3:20 duration
๐ ID: 9595724
๐ Lyrics
Nhamo une chitema ndakakutsvakira Diprosone
Hona zvangu zvatsvukira saka ndauya kuzokuona
Gafa (Gafa)
Kwawaitiwana hauchatiwana ikoko (wana ikoko) hatisisiko ikoko
Hello nhamo, Gafa radzoka ku-recovery
Iwe nhamo, hauchapapoya ndava covered
Saka (karma, karma) uchapapoya sei paine ma-Dollars?
(Karma, karma) itoita soft kunge drink dopaz
Zvese zvawakandiita zvakudzoka zvaka-doubler
Waindiswedza nenzara seGafa ndaiku-doubler
Ndizvo zvakazoita kuti ndizoti, "Abracadabra"
Chionaka manje chiGafa chiye chakufura patafura
Pataikukwata tichikutiza takapfuura
Tasimudza musoro zvino tokukwatura

Gafa zvino rotarisa nhamo richilachuka (ha-ha-ha-ha-ha-ha-ha)
Ma-green nema-Bond tiri kungochapura (ha-ha-ha-ha-ha-ha-ha)
Hona zvakuita chiGafa icho, vamwe vakuti izvoni, "Dai chafa icho"
Vari kurwadziwa havasati vati nhasi, tinovapa ma-caffenol
Ghetto chiGafa pattern, kana ndohle mari, ava ma-one, one
Tarisa kana fashion, kastep kacho ndichibuda muJan Jam

Waindisweeda nenzara seGafa ndaiku-doubler

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.23] Nhamo une chitema ndakakutsvakira Diprosone
[00:04.47] Hona zvangu zvatsvukira saka ndauya kuzokuona
[00:08.02] Gafa (Gafa)
[00:09.93] Kwawaitiwana hauchatiwana ikoko (wana ikoko) hatisisiko ikoko
[00:16.65] Hello nhamo, Gafa radzoka ku-recovery
[00:20.74] Iwe nhamo, hauchapapoya ndava covered
[00:24.10] Saka (karma, karma) uchapapoya sei paine ma-Dollars?
[00:30.19] (Karma, karma) itoita soft kunge drink dopaz
[00:35.40] Zvese zvawakandiita zvakudzoka zvaka-doubler
[00:39.57] Waindiswedza nenzara seGafa ndaiku-doubler
[00:44.07] Ndizvo zvakazoita kuti ndizoti, "Abracadabra"
[00:48.13] Chionaka manje chiGafa chiye chakufura patafura
[00:52.94] Pataikukwata tichikutiza takapfuura
[00:57.14] Tasimudza musoro zvino tokukwatura
[01:01.33] Kwawaitiwana hauchatiwana ikoko (wana ikoko) hatisisiko ikoko
[01:07.97] Hello nhamo, Gafa radzoka ku-recovery
[01:12.48] Iwe nhamo, hauchapapoya ndava covered
[01:16.31] Saka (karma, karma) uchapapoya sei paine ma-Dollars?
[01:21.45] (Karma, karma) itoita soft kunge drink dopaz
[01:26.81] Gafa zvino rotarisa nhamo richilachuka (ha-ha-ha-ha-ha-ha-ha)
[01:31.17] Ma-green nema-Bond tiri kungochapura (ha-ha-ha-ha-ha-ha-ha)
[01:35.47] Hona zvakuita chiGafa icho, vamwe vakuti izvoni, "Dai chafa icho"
[01:39.78] Vari kurwadziwa havasati vati nhasi, tinovapa ma-caffenol
[01:43.98] Ghetto chiGafa pattern, kana ndohle mari, ava ma-one, one
[01:48.24] Tarisa kana fashion, kastep kacho ndichibuda muJan Jam
[01:52.71] Kwawaitiwana hauchatiwana ikoko (wana ikoko) hatisisiko ikoko
[01:59.23] Hello nhamo, Gafa radzoka ku-recovery
[02:03.60] Iwe nhamo, hauchapapoya ndava covered
[02:07.82] Saka (karma, karma) uchapapoya sei paine ma-Dollars?
[02:12.74] (Karma, karma) itoita soft kunge drink dopaz
[02:18.24] Zvese zvawakandiita zvakudzoka zvaka-doubler
[02:22.44] Waindisweeda nenzara seGafa ndaiku-doubler
[02:26.61] Ndizvo zvakazoita kuti ndizoti, "Abracadabra"
[02:31.06] Chionaka manje chiGafa chiye chakufura patafura
[02:35.78] Pataikukwata tichikutiza takapfuura
[02:40.07] Tasimudza musoro zvino tokukwatura
[02:44.20] Kwawaitiwana hauchatiwana ikoko (wana ikoko) hatisisiko ikoko
[02:50.67] Hello nhamo, Gafa radzoka ku-recovery
[02:55.06] Iwe nhamo, hauchapapoya ndava covered
[02:59.39] Saka (karma, karma) uchapapoya sei paine ma-Dollars?
[03:04.24] (Karma, karma) itoita soft kunge drink dopaz
[03:09.22]