Photo Life
๐ต 2671 characters
โฑ๏ธ 3:29 duration
๐ ID: 9595731
๐ Lyrics
Hona Oskid, takadyara maseed
Vanotivenga usapindure hapana need
Camera, action (camera, action)
Gafa in action (Gafa in action)
Chi-Extraterrestrial, Gafa futi
Life yangu maGafa iphoto, inoumbwa nema-nagative saka basopo
Ada kundi-disser, disser (ho)
Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)
Ada kundi-disser, disser (ho)
Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)
Handimbofa ndakakwata kudhonzerwa pasi nemunhu
Ndikadonha ndinoita hwembeu
Unondiona ndichimera futi zvine kachifinhu, ndobhilivhisa kunge gospel
Nekuti vamwe takafundiswa kuti mu-life
Zvikauya nyore haikona kugamuchira
Ndobva nda-tipper maGafa
"Musaore moyo, magamba ese akaumbwa mukutambudzika"
Pauno-wish, "Dai Gafa ramboshupika"
Ndinenge ndichifara kuti zvino chaputika
Ndopaunoona ndichirarama ka-life kukudenga fanika Jupiter

Ndakaramba ini kuti hakuna chinhu chenyama chinondidzorera shure
Angava masoko kana zvombo zvakasikirwa inini, paGafa rino hazvipfuure
Pa-pa-pachiGafa ndazvipira kurima misodzi kuti ndizonokohwa mufaro
Vese vaindichemedza musazoti ndagara patafura pangu, "Chine makaro"
Ndiri kungodya zvabva mumisodzi yangu
Ndakajekeserwa nzira nengirozi dzangu
Vese vakateya munzira dzandinofamba, muchashama ndichipukunyuka njodzi hangu

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.28] Hona Oskid, takadyara maseed
[00:04.03] Vanotivenga usapindure hapana need
[00:09.33] Camera, action (camera, action)
[00:11.34] Gafa in action (Gafa in action)
[00:13.56] Chi-Extraterrestrial, Gafa futi
[00:17.78] Life yangu maGafa iphoto, inoumbwa nema-nagative saka basopo
[00:26.30] Ada kundi-disser, disser (ho)
[00:28.58] Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
[00:30.82] Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
[00:32.92] Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)
[00:35.29] Ada kundi-disser, disser (ho)
[00:37.48] Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
[00:39.71] Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
[00:42.01] Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)
[00:44.46] Handimbofa ndakakwata kudhonzerwa pasi nemunhu
[00:47.73] Ndikadonha ndinoita hwembeu
[00:49.47] Unondiona ndichimera futi zvine kachifinhu, ndobhilivhisa kunge gospel
[00:54.13] Nekuti vamwe takafundiswa kuti mu-life
[00:56.56] Zvikauya nyore haikona kugamuchira
[00:58.66] Ndobva nda-tipper maGafa
[01:00.09] "Musaore moyo, magamba ese akaumbwa mukutambudzika"
[01:02.97] Pauno-wish, "Dai Gafa ramboshupika"
[01:05.27] Ndinenge ndichifara kuti zvino chaputika
[01:07.68] Ndopaunoona ndichirarama ka-life kukudenga fanika Jupiter
[01:11.96] Life yangu maGafa iphoto, inoumbwa nema-nagative saka basopo
[01:20.42] Ada kundi-disser, disser (ho)
[01:22.72] Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
[01:25.05] Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
[01:27.34] Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)
[01:29.48] Ada kundi-disser, disser (ho)
[01:31.96] Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
[01:34.19] Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
[01:36.33] Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)
[01:39.48] Ndakaramba ini kuti hakuna chinhu chenyama chinondidzorera shure
[01:43.93] Angava masoko kana zvombo zvakasikirwa inini, paGafa rino hazvipfuure
[01:47.88] Pa-pa-pachiGafa ndazvipira kurima misodzi kuti ndizonokohwa mufaro
[01:52.46] Vese vaindichemedza musazoti ndagara patafura pangu, "Chine makaro"
[01:57.13] Ndiri kungodya zvabva mumisodzi yangu
[01:59.47] Ndakajekeserwa nzira nengirozi dzangu
[02:01.67] Vese vakateya munzira dzandinofamba, muchashama ndichipukunyuka njodzi hangu
[02:06.45] Life yangu maGafa iphoto, inoumbwa nema-nagative saka basopo
[02:14.66] Ada kundi-disser, disser (ho)
[02:17.26] Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
[02:19.36] Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
[02:21.67] Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)
[02:23.72] Ada kundi-disser, disser (ho)
[02:26.30] Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
[02:28.44] Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
[02:30.66] Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)
[02:33.25] Handimbofa ndakakwata kudhonzerwa pasi nemunhu
[02:36.29] Ndikadonha ndinoita hwembeu
[02:37.84] Unondiona ndichimera futi zvine kachifinhu, ndobhilivhisa kunge gospel
[02:42.52] Nekuti vamwe takafundiswa kuti mu-life
[02:45.34] Zvikauya nyore haikona kugamuchira
[02:47.40] Ndobva nda-tipper maGafa
[02:48.69] "Musaore moyo, magamba ese akaumbwa mukutambudzika"
[02:51.78] Pauno-wish, "Dai Gafa ramboshupika"
[02:54.13] Ndinenge ndichifara kuti zvino chaputika
[02:56.44] Ndopaunoona ndichirarama ka-life kukudenga fanika Jupiter
[03:00.72] Life yangu maGafa iphoto, inoumbwa nema-nagative saka basopo
[03:09.02] Ada kundi-disser, disser (ho)
[03:11.50] Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
[03:13.82] Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
[03:15.84] Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)
[03:17.98] Ada kundi-disser, disser (ho)
[03:20.45] Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
[03:22.62] Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
[03:24.82] Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)
[03:27.49]