Daddy
๐ต 1682 characters
โฑ๏ธ 3:55 duration
๐ ID: 9595763
๐ Lyrics
Ga, ga Gafa
Chi Extraterrestial
Mwana akavhunza chi honest question
Baba namai vakatandara, hapana akamupindura
Daddy maiitei, vamwe vachitenga dzimba nemacompany
Vamwe vachimhanya kubasa mangwanani
Zvondopfeka hembe isina mabhatani
Yoh yoh yoh yoh yoh maiitei?
Ichasvika nguva yekuti vana vachada kutivhunza zvinhu zvakawanda
Tichawanikwa tichava tinotiza, asi chokwadi hakuna kwachichanohwanda
Vachada kuona zvatakashanda pamwe chete nenzira dzatakafamba
Ngative tinodzichenesa nzira dzedu kuti mangwana zvotaurwa tisazviramba
Zvinogumbura kuti ndaikwanisa asi pane pandakavarairwa
Ngatisava tinoyeuka bako mushure mekunge tanaiwa
Nguva yacho ndiyoyi vakachenjera vachagara vateya riva
Iwe teya rako mwana agoziva

Zvingori better kuti mwana angogara achiziya kuti daddy vangu vanotry
Ingori nguva nemukana zviri kutadza kusangana pane madhiri avanofayaa
Pane kuti mwana ati kana ari madhiri emari daddy vangu vaka retire
Ndinozviziva hongu zvinhu zvakaoma asi ndoramba ndichiti chingo aim higher
Mikana inosiyana asi kune mwana ndichazonozvitsanangura sei?
Anozvizwisisa here ndaishanda siku nesikati mwedzi wese pasina paye
Kubasa vachipa ma envlope kumba nema landlord gaya taitarisana sei?
Zvinotonetsa kutsanangura eehhh

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:01.39] Ga, ga Gafa
[00:06.34] Chi Extraterrestial
[00:10.90] Mwana akavhunza chi honest question
[00:13.71] Baba namai vakatandara, hapana akamupindura
[00:19.79] Daddy maiitei, vamwe vachitenga dzimba nemacompany
[00:27.32] Vamwe vachimhanya kubasa mangwanani
[00:32.62] Zvondopfeka hembe isina mabhatani
[00:37.90] Yoh yoh yoh yoh yoh maiitei?
[00:43.23] Ichasvika nguva yekuti vana vachada kutivhunza zvinhu zvakawanda
[00:48.25] Tichawanikwa tichava tinotiza, asi chokwadi hakuna kwachichanohwanda
[00:53.41] Vachada kuona zvatakashanda pamwe chete nenzira dzatakafamba
[00:58.62] Ngative tinodzichenesa nzira dzedu kuti mangwana zvotaurwa tisazviramba
[01:03.72] Zvinogumbura kuti ndaikwanisa asi pane pandakavarairwa
[01:09.15] Ngatisava tinoyeuka bako mushure mekunge tanaiwa
[01:14.22] Nguva yacho ndiyoyi vakachenjera vachagara vateya riva
[01:19.76] Iwe teya rako mwana agoziva
[01:22.60] Daddy maiitei, vamwe vachitenga dzimba nemacompany
[01:30.79] Vamwe vachimhanya kubasa mangwanani
[01:35.85] Zvondopfeka hembe isina mabhatani
[01:41.18] Yoh yoh yoh yoh yoh maiitei?
[01:45.89] Zvingori better kuti mwana angogara achiziya kuti daddy vangu vanotry
[01:51.25] Ingori nguva nemukana zviri kutadza kusangana pane madhiri avanofayaa
[01:56.34] Pane kuti mwana ati kana ari madhiri emari daddy vangu vaka retire
[02:01.65] Ndinozviziva hongu zvinhu zvakaoma asi ndoramba ndichiti chingo aim higher
[02:06.95] Mikana inosiyana asi kune mwana ndichazonozvitsanangura sei?
[02:12.14] Anozvizwisisa here ndaishanda siku nesikati mwedzi wese pasina paye
[02:17.59] Kubasa vachipa ma envlope kumba nema landlord gaya taitarisana sei?
[02:22.64] Zvinotonetsa kutsanangura eehhh
[02:25.82] Daddy maiitei, vamwe vachitenga dzimba nemacompany
[02:33.88] Vamwe vachimhanya kubasa mangwanani
[02:38.82] Zvondopfeka hembe isina mabhatani
[02:44.22] Yoh yoh yoh yoh yoh maiitei?
[02:46.84] Daddy maiitei, vamwe vachitenga dzimba nemacompany
[02:54.57] Vamwe vachimhanya kubasa mangwanani
[02:59.67] Zvondopfeka hembe isina mabhatani
[03:05.29] Yoh yoh yoh yoh yoh maiitei?
[03:08.58]