Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Ndokuda

๐Ÿ‘ค Trevor Dongo โ€ข ๐ŸŽผ Beyond โ€ข โฑ๏ธ 4:15
๐ŸŽต 1657 characters
โฑ๏ธ 4:15 duration
๐Ÿ†” ID: 9621604

๐Ÿ“œ Lyrics

Unoda kuti ndiite sei, ndikuratidze, kuti ndokuda?
Ohh, ohh, oh baby, ohh (Eternity)

Vavariro yangu ini, kuti undinzwisisewo iwewe
Kanyaya kangu kadiki, kane chekuita nemoyo yedu
Handikutambisire nguva, chimbouya unodzokera zvako
Iwewe, aah, hmm
Kupesana kwacho kwanyanya, ndichingoverengera nguva

Ndati ndibvunze
Kuti, unoda ini ndiite sei, ndikuratidze kuti ndokuda?
Ndayedza zvandokwanisa, ndikuratidze, kuti ndokuda
Na-na-na-na ooo, ooo ndokuda, ndokuda
Na-na-na-na ooo, ooo, ndokuda, ndokuda

Pfungwa dzangu nedzako, dzinoenderana wani
(We got a lot in common)
Baby can't you see, enough is enough ndaneta ini
Kusvika rinhi, ndapedza izwi kuswerowawata zvisingareve chinhu?
Kana riri bvudzi ndichagera, kugeza aiwa ndinozama wani
You better make me understand oh baby

Unoda kuti ndiite seiko, ndikuratidze kuti ndokuda?
(I love you, I love you, I love you)
Ndayedza zvandokwanisa (ini ndayedza ini)
Ndikuratidze (ini ndayedza ini) kuti ndokuda

Na-na-na-na ohh (I'll do anything to show you)
Ohh (I'll do anything to show you)
Ndokuda (I'll do anything to show you)
Ndokuda (na-na-na-na) na-na-na-na

Ohh (I'll do anything to show you)
Ohh (I'll do anything to show you)
Ndokuda (I'll do anything to show you)
Ndokuda

Ndagara ndaudza vekwangu kuti ndawana wekuroora
Chenesa chivanze, mumoni wepoto
Handidi kufa neyadzi
Saka tambira shoko umbonofunga nezvazvo ooh

Unoda kuti ndiite sei ndikuratidze?
Ndayedza zvandokwanisa
Kuti ndokuda aah eh-ehh

I'll do anything to show you
I'll do anything to show you
I'll do anything to show you
Na-na-na-na-na

I'll do anything to show you
I'll do anything to show you
I'll do anything to show you
(Eternity)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.10] Unoda kuti ndiite sei, ndikuratidze, kuti ndokuda?
[00:10.69] Ohh, ohh, oh baby, ohh (Eternity)
[00:22.48] Vavariro yangu ini, kuti undinzwisisewo iwewe
[00:32.76] Kanyaya kangu kadiki, kane chekuita nemoyo yedu
[00:43.15] Handikutambisire nguva, chimbouya unodzokera zvako
[00:49.79] Iwewe, aah, hmm
[00:53.74] Kupesana kwacho kwanyanya, ndichingoverengera nguva
[01:00.22] Ndati ndibvunze
[01:01.99] Kuti, unoda ini ndiite sei, ndikuratidze kuti ndokuda?
[01:12.85] Ndayedza zvandokwanisa, ndikuratidze, kuti ndokuda
[01:22.73] Na-na-na-na ooo, ooo ndokuda, ndokuda
[01:33.53] Na-na-na-na ooo, ooo, ndokuda, ndokuda
[01:45.74] Pfungwa dzangu nedzako, dzinoenderana wani
[01:51.69] (We got a lot in common)
[01:54.34] Baby can't you see, enough is enough ndaneta ini
[01:58.88] Kusvika rinhi, ndapedza izwi kuswerowawata zvisingareve chinhu?
[02:06.54] Kana riri bvudzi ndichagera, kugeza aiwa ndinozama wani
[02:13.05] You better make me understand oh baby
[02:15.90] Unoda kuti ndiite seiko, ndikuratidze kuti ndokuda?
[02:24.30] (I love you, I love you, I love you)
[02:26.15] Ndayedza zvandokwanisa (ini ndayedza ini)
[02:30.75] Ndikuratidze (ini ndayedza ini) kuti ndokuda
[02:34.81] Na-na-na-na ohh (I'll do anything to show you)
[02:40.13] Ohh (I'll do anything to show you)
[02:41.77] Ndokuda (I'll do anything to show you)
[02:44.45] Ndokuda (na-na-na-na) na-na-na-na
[02:48.05] Ohh (I'll do anything to show you)
[02:50.40] Ohh (I'll do anything to show you)
[02:52.26] Ndokuda (I'll do anything to show you)
[02:54.61] Ndokuda
[02:59.50] Ndagara ndaudza vekwangu kuti ndawana wekuroora
[03:05.47] Chenesa chivanze, mumoni wepoto
[03:09.98] Handidi kufa neyadzi
[03:12.28] Saka tambira shoko umbonofunga nezvazvo ooh
[03:23.52] Unoda kuti ndiite sei ndikuratidze?
[03:33.82] Ndayedza zvandokwanisa
[03:41.17] Kuti ndokuda aah eh-ehh
[03:45.77] I'll do anything to show you
[03:48.34] I'll do anything to show you
[03:51.07] I'll do anything to show you
[03:52.92] Na-na-na-na-na
[03:56.36] I'll do anything to show you
[03:58.88] I'll do anything to show you
[04:01.67] I'll do anything to show you
[04:03.96] (Eternity)
[04:08.23]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings