Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Fadza Mutengi

๐Ÿ‘ค Poptain โ€ข ๐ŸŽผ Nash Nation Riddim โ€ข โฑ๏ธ 3:27
๐ŸŽต 2355 characters
โฑ๏ธ 3:27 duration
๐Ÿ†” ID: 9621633

๐Ÿ“œ Lyrics

Nash Nation (Simplex Music)

Huya kuno, huya kuno
Ooh Lord, Lord, Lord, Allanah

Watora mari usaite kunge wemogo (usakanganwe kufadza mutengi)
Ita kupusa kuseka majoko (kana uchinge wafadza mutengi)

Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)

Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi)

Tamba, tamba usanyara (haa) bvuma kupushwa kunge bhara (ye)
Mudaidze uchiti mudhara (haa) futi mune bhutsu yakanaka (ye)
Wotomu-comforter wo, muti, "Munobuda pamaphoto"
Watch yenyu moto, uchiziva wafadza mutengi

Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)

Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi)

Ende akanyepa usamuudze, mututumadze umuti, "Idama iroro"
Akaona kachimoko akachiva, muudze kuti, "Imbama iyoyo"
Ane ka-this, ane ka-that, Mbada this, Mbada that
Ganda renyu rinobvumwa nevhat, iwe uchiziva urikufadza mutengi

Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)

Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi)

Watora mari usaite kunge wemogo (usakanganwe kufadza mutengi)
Ita kupusa kuseka majoko (kana uchinge wafadza mutengi)

Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe Chief Jay
Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe mutarisi Nash
Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe Boss Thumelo
Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe big things

Usakanganwe Prezha Manager, usakanganwe P Money
Usakanganwe Ginimbi, usakanganwe Boss Pound
Usakanganwe P Lodza, usakanganwe Rockafella
Silent killer paJoza

Huya kuno, huya kuno
Allanah, Simplex Music
Huya kuno, huya kuno

Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)

Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi)

Fadza mutengi wedoro (rehh) (Evolution) (aha-ah)
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Yardboy (aha-ah)
Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:03.02] Nash Nation (Simplex Music)
[00:05.78] Huya kuno, huya kuno
[00:08.48] Ooh Lord, Lord, Lord, Allanah
[00:12.90] Watora mari usaite kunge wemogo (usakanganwe kufadza mutengi)
[00:17.70] Ita kupusa kuseka majoko (kana uchinge wafadza mutengi)
[00:22.46] Fadza mutengi wedoro (rehh)
[00:24.33] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
[00:27.06] Fadza mutengi wedoro (rehh)
[00:29.42] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
[00:31.65] Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
[00:36.35] Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi)
[00:42.08] Tamba, tamba usanyara (haa) bvuma kupushwa kunge bhara (ye)
[00:46.57] Mudaidze uchiti mudhara (haa) futi mune bhutsu yakanaka (ye)
[00:51.66] Wotomu-comforter wo, muti, "Munobuda pamaphoto"
[00:56.47] Watch yenyu moto, uchiziva wafadza mutengi
[00:59.16] Fadza mutengi wedoro (rehh)
[01:01.62] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
[01:04.01] Fadza mutengi wedoro (rehh)
[01:06.15] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
[01:08.44] Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
[01:13.28] Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi)
[01:17.75] Ende akanyepa usamuudze, mututumadze umuti, "Idama iroro"
[01:22.79] Akaona kachimoko akachiva, muudze kuti, "Imbama iyoyo"
[01:27.42] Ane ka-this, ane ka-that, Mbada this, Mbada that
[01:31.98] Ganda renyu rinobvumwa nevhat, iwe uchiziva urikufadza mutengi
[01:36.23] Fadza mutengi wedoro (rehh)
[01:38.38] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
[01:40.85] Fadza mutengi wedoro (rehh)
[01:43.23] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
[01:45.57] Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
[01:50.17] Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi)
[01:54.45] Watora mari usaite kunge wemogo (usakanganwe kufadza mutengi)
[01:59.26] Ita kupusa kuseka majoko (kana uchinge wafadza mutengi)
[02:03.66] Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe Chief Jay
[02:08.46] Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe mutarisi Nash
[02:12.96] Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe Boss Thumelo
[02:17.73] Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe big things
[02:22.19] Usakanganwe Prezha Manager, usakanganwe P Money
[02:27.33] Usakanganwe Ginimbi, usakanganwe Boss Pound
[02:31.66] Usakanganwe P Lodza, usakanganwe Rockafella
[02:36.44] Silent killer paJoza
[02:40.58] Huya kuno, huya kuno
[02:42.43] Allanah, Simplex Music
[02:47.42] Huya kuno, huya kuno
[02:50.14] Fadza mutengi wedoro (rehh)
[02:52.40] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
[02:54.68] Fadza mutengi wedoro (rehh)
[02:56.97] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
[02:59.32] Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
[03:03.83] Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi)
[03:08.42] Fadza mutengi wedoro (rehh) (Evolution) (aha-ah)
[03:13.12] Fadza mutengi wedoro (rehh)
[03:15.79] Yardboy (aha-ah)
[03:17.72] Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
[03:22.63]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings