Handirege
๐ต 1583 characters
โฑ๏ธ 5:50 duration
๐ ID: 9625919
๐ Lyrics
Mmmmmmmm
Yu wee maiwee
Zuva riya ndakusiya kwadoka
Uri pamoyo wu
Handimbozivi kuti ndodzoka rini
Asi ndichadzoka
Ziva kuti uri papfungwa dzangu
Kukurota handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Shungu dzekugadzira upenyu hwedu
Dzanditora dzikandikanda kure
Ndichisiya mudiwa wu ari ega
Achityira kuti handidzoki
Hakuna mumwe angakutsive
Hakuna mumwe wandingatode
Ndinovimba nenyasha dzashe
Tichange tiri tose ramangwana
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Uri wu mudiwa
Neniwo ndiri wako
Kana ndichinge ndisipo
Usasuwisa
Uri wu mudiwa
Neniwo ndiri wako
Kana ndichinge ndadzoka
Wonyemwerera mudiwa wu
Uri wu mudiwa
Neniwo ndiri wako
Kana ndichinge ndisipo
Usasuwisa
Uri wu mudiwa
Neniwo ndiri wako
Kana ndichinge ndadzoka
Wonyemwerera mudiwa wu
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Yu wee maiwee
Zuva riya ndakusiya kwadoka
Uri pamoyo wu
Handimbozivi kuti ndodzoka rini
Asi ndichadzoka
Ziva kuti uri papfungwa dzangu
Kukurota handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Shungu dzekugadzira upenyu hwedu
Dzanditora dzikandikanda kure
Ndichisiya mudiwa wu ari ega
Achityira kuti handidzoki
Hakuna mumwe angakutsive
Hakuna mumwe wandingatode
Ndinovimba nenyasha dzashe
Tichange tiri tose ramangwana
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Uri wu mudiwa
Neniwo ndiri wako
Kana ndichinge ndisipo
Usasuwisa
Uri wu mudiwa
Neniwo ndiri wako
Kana ndichinge ndadzoka
Wonyemwerera mudiwa wu
Uri wu mudiwa
Neniwo ndiri wako
Kana ndichinge ndisipo
Usasuwisa
Uri wu mudiwa
Neniwo ndiri wako
Kana ndichinge ndadzoka
Wonyemwerera mudiwa wu
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
Kukuda handirege
Kukusuwa mazuva ose
Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:31.13] Mmmmmmmm
[00:39.65] Yu wee maiwee
[00:42.33] Zuva riya ndakusiya kwadoka
[00:47.37] Uri pamoyo wu
[00:49.51] Handimbozivi kuti ndodzoka rini
[00:52.20] Asi ndichadzoka
[00:54.56] Ziva kuti uri papfungwa dzangu
[00:57.68] Kukurota handirege
[00:59.39] Kukuda handirege
[01:01.76] Kukusuwa mazuva ose
[01:04.34] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[01:08.94] Kukuda handirege
[01:11.55] Kukusuwa mazuva ose
[01:14.05] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[01:18.89] Shungu dzekugadzira upenyu hwedu
[01:21.44] Dzanditora dzikandikanda kure
[01:23.81] Ndichisiya mudiwa wu ari ega
[01:26.28] Achityira kuti handidzoki
[01:28.63] Hakuna mumwe angakutsive
[01:31.33] Hakuna mumwe wandingatode
[01:33.75] Ndinovimba nenyasha dzashe
[01:36.06] Tichange tiri tose ramangwana
[01:38.77] Kukuda handirege
[01:41.09] Kukusuwa mazuva ose
[01:43.48] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[01:48.12] Kukuda handirege
[01:50.92] Kukusuwa mazuva ose
[01:53.28] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[01:59.17]
[02:57.39] Uri wu mudiwa
[02:59.71] Neniwo ndiri wako
[03:02.11] Kana ndichinge ndisipo
[03:04.26] Usasuwisa
[03:06.94] Uri wu mudiwa
[03:09.47] Neniwo ndiri wako
[03:12.03] Kana ndichinge ndadzoka
[03:14.76] Wonyemwerera mudiwa wu
[03:16.66] Uri wu mudiwa
[03:19.28] Neniwo ndiri wako
[03:21.78] Kana ndichinge ndisipo
[03:24.17] Usasuwisa
[03:26.87] Uri wu mudiwa
[03:28.97] Neniwo ndiri wako
[03:31.42] Kana ndichinge ndadzoka
[03:33.81] Wonyemwerera mudiwa wu
[03:36.25] Kukuda handirege
[03:38.65] Kukusuwa mazuva ose
[03:41.08] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[03:45.85] Kukuda handirege
[03:48.59] Kukusuwa mazuva ose
[03:50.93] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[03:56.08] Kukuda handirege
[03:58.43] Kukusuwa mazuva ose
[04:00.88] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[04:05.75] Kukuda handirege
[04:08.24] Kukusuwa mazuva ose
[04:10.47] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[04:15.37] Kukuda handirege
[04:18.06] Kukusuwa mazuva ose
[04:20.26] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[04:25.16] Kukuda handirege
[04:27.86] Kukusuwa mazuva ose
[04:30.06] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[04:35.13] Kukuda handirege
[04:37.50] Kukusuwa mazuva ose
[04:39.94] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[04:45.16] Kukuda handirege
[04:47.35] Kukusuwa mazuva ose
[04:49.58] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[04:56.04]
[00:39.65] Yu wee maiwee
[00:42.33] Zuva riya ndakusiya kwadoka
[00:47.37] Uri pamoyo wu
[00:49.51] Handimbozivi kuti ndodzoka rini
[00:52.20] Asi ndichadzoka
[00:54.56] Ziva kuti uri papfungwa dzangu
[00:57.68] Kukurota handirege
[00:59.39] Kukuda handirege
[01:01.76] Kukusuwa mazuva ose
[01:04.34] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[01:08.94] Kukuda handirege
[01:11.55] Kukusuwa mazuva ose
[01:14.05] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[01:18.89] Shungu dzekugadzira upenyu hwedu
[01:21.44] Dzanditora dzikandikanda kure
[01:23.81] Ndichisiya mudiwa wu ari ega
[01:26.28] Achityira kuti handidzoki
[01:28.63] Hakuna mumwe angakutsive
[01:31.33] Hakuna mumwe wandingatode
[01:33.75] Ndinovimba nenyasha dzashe
[01:36.06] Tichange tiri tose ramangwana
[01:38.77] Kukuda handirege
[01:41.09] Kukusuwa mazuva ose
[01:43.48] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[01:48.12] Kukuda handirege
[01:50.92] Kukusuwa mazuva ose
[01:53.28] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[01:59.17]
[02:57.39] Uri wu mudiwa
[02:59.71] Neniwo ndiri wako
[03:02.11] Kana ndichinge ndisipo
[03:04.26] Usasuwisa
[03:06.94] Uri wu mudiwa
[03:09.47] Neniwo ndiri wako
[03:12.03] Kana ndichinge ndadzoka
[03:14.76] Wonyemwerera mudiwa wu
[03:16.66] Uri wu mudiwa
[03:19.28] Neniwo ndiri wako
[03:21.78] Kana ndichinge ndisipo
[03:24.17] Usasuwisa
[03:26.87] Uri wu mudiwa
[03:28.97] Neniwo ndiri wako
[03:31.42] Kana ndichinge ndadzoka
[03:33.81] Wonyemwerera mudiwa wu
[03:36.25] Kukuda handirege
[03:38.65] Kukusuwa mazuva ose
[03:41.08] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[03:45.85] Kukuda handirege
[03:48.59] Kukusuwa mazuva ose
[03:50.93] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[03:56.08] Kukuda handirege
[03:58.43] Kukusuwa mazuva ose
[04:00.88] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[04:05.75] Kukuda handirege
[04:08.24] Kukusuwa mazuva ose
[04:10.47] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[04:15.37] Kukuda handirege
[04:18.06] Kukusuwa mazuva ose
[04:20.26] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[04:25.16] Kukuda handirege
[04:27.86] Kukusuwa mazuva ose
[04:30.06] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[04:35.13] Kukuda handirege
[04:37.50] Kukusuwa mazuva ose
[04:39.94] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[04:45.16] Kukuda handirege
[04:47.35] Kukusuwa mazuva ose
[04:49.58] Mudiwa inguva chete kudzoka handirege
[04:56.04]