Kurarama
๐ต 1976 characters
โฑ๏ธ 5:11 duration
๐ ID: 9627160
๐ Lyrics
Hakuna anorarama nemhanza yakanaka (hakuna)
Hakuna anorarama nemasanga (hakuna, hakunaba)
Hakuna anorarama nemhanza yakanaka (hakuna)
Hakuna anorarama nemasanga (hakuna, hakunaba)
Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
Hauyambuki nyanza kana usina ngarava
(Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
Hauyambuki nyanza kana usina ngarava)
(Tiri vazhinji vanode kurarama) honde
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
(Tiri vazhinji vanode kurarama) baba
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Nokuti dziriko hondo dziri muchadenga
Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
Hauyambuki nyanza kana usina ngarava
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Nokuti dziriko hondo dziri muchadenga
Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Kana masvikako mundireverere
Musunge svinga risingareme
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
Hauyambuki nyanza kana usina ngarava
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
Hauyambuki nyanza kana usina ngarava
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Haiwa moyo wangu waidisa kugarisana
Asi yandinonyanya kutya ihama yangu

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:39.61] Hakuna anorarama nemhanza yakanaka (hakuna)
[00:46.78] Hakuna anorarama nemasanga (hakuna, hakunaba)
[00:53.55] Hakuna anorarama nemhanza yakanaka (hakuna)
[01:00.13] Hakuna anorarama nemasanga (hakuna, hakunaba)
[01:06.80] Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
[01:10.35] Hauyambuki nyanza kana usina ngarava
[01:20.41] (Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
[01:23.67] Hauyambuki nyanza kana usina ngarava)
[01:34.01] (Tiri vazhinji vanode kurarama) honde
[01:37.86] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[01:47.59] (Tiri vazhinji vanode kurarama) baba
[01:51.49] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[01:54.27] Nokuti dziriko hondo dziri muchadenga
[01:58.01] Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa
[02:01.04] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[02:04.92] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[02:07.61] Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
[02:11.19] Hauyambuki nyanza kana usina ngarava
[02:14.41] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[02:18.56] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[02:21.26] Nokuti dziriko hondo dziri muchadenga
[02:25.16] Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa
[02:28.15] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[02:31.99] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[02:35.22] Kana masvikako mundireverere
[02:39.53] Musunge svinga risingareme
[02:41.64] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[02:45.49] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[02:48.24] Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
[02:51.60] Hauyambuki nyanza kana usina ngarava
[02:55.12] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[02:59.04] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[03:01.89] Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
[03:05.18] Hauyambuki nyanza kana usina ngarava
[03:08.56] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[03:12.69] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[03:15.24] Haiwa moyo wangu waidisa kugarisana
[03:18.88] Asi yandinonyanya kutya ihama yangu
[03:22.17] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[03:26.16] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[03:28.84] Haiwa moyo wangu waidisa kugarisana
[03:32.36] Asi yandinonyanya kutya ihama yangu
[03:35.65] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[03:39.41] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[03:49.07] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[03:53.17] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[04:02.62] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[04:06.69] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[04:16.25] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[04:20.01] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[04:29.63] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[04:33.41] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[04:43.37] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[04:47.19] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[04:56.79] (Tiri vazhinji vanode kurarama)
[05:00.50] (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
[05:04.42]