Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Munamato (feat. Zimpraise Kids)

๐Ÿ‘ค Tinashe Magacha โ€ข ๐ŸŽผ Munamato โ€ข โฑ๏ธ 4:34
๐ŸŽต 663 characters
โฑ๏ธ 4:34 duration
๐Ÿ†” ID: 9639018

๐Ÿ“œ Lyrics

Iheino minamato
Eeeehee heee eheee heee eheee heee
Iheino minamato
Eheee hee eheee hee eheee hee
Munamato imbeu yaunodyara uchidirira mvura
Mvura mvura mvura mvura
Painonaya zviri mumoyo haiwa zvimereswee
Eheee hee
Munamato mashoko aunotaura kubva zuva richibuda
Buda Buda Buda Buda zuvaa
Iheino minamato
Iheino minamato, inorapa zvose
Mwari munorapa moyo wangu
Iheino minamato
Iheino minamato yeah unorapa zvose
Mwari munorapa moyo wangu
Munamato imbeu yaunodyara uchidirira mvura
Mvura mvura mvura mvura
Painonaya haiwa zviri mumoyo haiwa zvimereswe
Munamato mashoko aunotaura kubva zuva richibuda
Parinobuda rine chiedza mumoyo mangu(Buda Buda Buda Buda zuvaa)

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings