Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Takumbofarawo

๐Ÿ‘ค Killer T โ€ข ๐ŸŽผ Ngoma Ndaimba โ€ข โฑ๏ธ 3:38
๐ŸŽต 2422 characters
โฑ๏ธ 3:38 duration
๐Ÿ†” ID: 9806213

๐Ÿ“œ Lyrics

Kenako Music
Hot property
Oskid
Saka bata icho
Handidi nacho Kodaz

Tikagara tichichema misodzi ichapera
Tavakuda kumbofarawo kani
Nekuti nhamo yemumwe hatiirambiri jembi
(Ahunde ahunde)

Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichema
(Ahunde ahunde)

Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedze album rese tichichemawo
(Ahunde ahunde)

Tavakuda kumboimba zvine message
Ko ndisu tirikutaurwa mumakombi
Glenora kubata Fio
KuMabvuku, kuTafara
KuEpworth, kuMandara
NekuMbare, Kuwadzana
Glenview, kuMufombi
KuChitungwiza nekuDzivarasekwa

Hona kufara kwacho kwatinoita
Kana kuchema hakumbofa kwatifita
Hona tavakutsvaga muriwo
Musikana wakanaka wekumbofara naye

Vamwe vachiti, "Chairman bata ngoma"
(Ahunde ahunde)
Kwatabva kure zvinhu zvakaoma
(Ahunde ahunde)

Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichema
(Ahunde ahunde)

Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichemawo
(Ahunde ahunde)

Nhasi tine vanhu vekufara navo (kufara navo)
Kana kumba handiende
Chimbotamba izvo zvandimba tione
Kana kumba handiende

Vaimbozviti havateerere inini (teerere inini)
Chimboinzwaiwao icho chi-heavy tune
Kuzvima rounds hatingashaye plan (plan)
Kana tapedza tobaya pazayani (pazayani)

Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichema
(Ahunde ahunde)

Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichemawo
(Ahunde ahunde)

Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedze album rese tichichemawo
(Ahunde ahunde)

Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichema
(Ahunde ahunde)

Tavakudawo kumboimba zvine message
Ko ndisu tirikutarwa mumakombi
Glenora kubata Fio
KuMabvuku, kuTafara
KuEpworth, kuMandara
NekuMbare, Kuwadzana
Glenview, kuMufombi
KuChitungwiza nekuDzivarasekwa

Hona kufara kwacho kwatinoita
Kana kuchema hakumbofa kwatifita
Hona tavakutsvaga miriwo
Musikana wakanaka wekumbofara naye

Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichema
(Ahunde ahunde)

Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichemawo
(Ahunde ahunde)

Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichema
(Ahunde ahunde)

Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedze album rese tichichema
(Ahunde ahunde)

Tamuka
Kodaz
Hot Property

Saka super, nyatso-checka
Anaya for real

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.22] Kenako Music
[00:02.82] Hot property
[00:04.07] Oskid
[00:04.76] Saka bata icho
[00:06.84] Handidi nacho Kodaz
[00:08.86] Tikagara tichichema misodzi ichapera
[00:11.61] Tavakuda kumbofarawo kani
[00:13.56] Nekuti nhamo yemumwe hatiirambiri jembi
[00:16.18] (Ahunde ahunde)
[00:18.26] Tavakuda kumbofarawo kani
[00:20.85] (Ahunde ahunde)
[00:22.13] Hatingapedzi album rese tichichema
[00:25.34] (Ahunde ahunde)
[00:27.00] Tavakuda kumbofarawo kani
[00:29.68] (Ahunde ahunde)
[00:31.14] Hatingapedze album rese tichichemawo
[00:34.10] (Ahunde ahunde)
[00:35.43] Tavakuda kumboimba zvine message
[00:37.89] Ko ndisu tirikutaurwa mumakombi
[00:40.31] Glenora kubata Fio
[00:42.66] KuMabvuku, kuTafara
[00:44.85] KuEpworth, kuMandara
[00:46.96] NekuMbare, Kuwadzana
[00:49.12] Glenview, kuMufombi
[00:51.35] KuChitungwiza nekuDzivarasekwa
[00:53.93] Hona kufara kwacho kwatinoita
[00:56.02] Kana kuchema hakumbofa kwatifita
[00:58.14] Hona tavakutsvaga muriwo
[01:00.10] Musikana wakanaka wekumbofara naye
[01:02.40] Vamwe vachiti, "Chairman bata ngoma"
[01:05.11] (Ahunde ahunde)
[01:06.92] Kwatabva kure zvinhu zvakaoma
[01:09.53] (Ahunde ahunde)
[01:11.49] Tavakuda kumbofarawo kani
[01:14.08] (Ahunde ahunde)
[01:15.77] Hatingapedzi album rese tichichema
[01:18.55] (Ahunde ahunde)
[01:20.30] Tavakuda kumbofarawo kani
[01:22.53] (Ahunde ahunde)
[01:24.74] Hatingapedzi album rese tichichemawo
[01:27.36] (Ahunde ahunde)
[01:29.39] Nhasi tine vanhu vekufara navo (kufara navo)
[01:32.28] Kana kumba handiende
[01:33.60] Chimbotamba izvo zvandimba tione
[01:36.69] Kana kumba handiende
[01:38.16] Vaimbozviti havateerere inini (teerere inini)
[01:40.44] Chimboinzwaiwao icho chi-heavy tune
[01:42.69] Kuzvima rounds hatingashaye plan (plan)
[01:44.79] Kana tapedza tobaya pazayani (pazayani)
[01:47.03] Tavakuda kumbofarawo kani
[01:49.60] (Ahunde ahunde)
[01:51.26] Hatingapedzi album rese tichichema
[01:53.89] (Ahunde ahunde)
[01:56.07] Tavakuda kumbofarawo kani
[01:58.59] (Ahunde ahunde)
[02:00.24] Hatingapedzi album rese tichichemawo
[02:02.80] (Ahunde ahunde)
[02:04.91] Tavakuda kumbofarawo kani
[02:07.29] (Ahunde ahunde)
[02:09.01] Hatingapedze album rese tichichemawo
[02:11.52] (Ahunde ahunde)
[02:13.70] Tavakuda kumbofarawo kani
[02:16.13] (Ahunde ahunde)
[02:17.65] Hatingapedzi album rese tichichema
[02:20.61] (Ahunde ahunde)
[02:21.92] Tavakudawo kumboimba zvine message
[02:24.22] Ko ndisu tirikutarwa mumakombi
[02:27.15] Glenora kubata Fio
[02:29.42] KuMabvuku, kuTafara
[02:31.56] KuEpworth, kuMandara
[02:33.70] NekuMbare, Kuwadzana
[02:36.09] Glenview, kuMufombi
[02:38.05] KuChitungwiza nekuDzivarasekwa
[02:40.39] Hona kufara kwacho kwatinoita
[02:42.69] Kana kuchema hakumbofa kwatifita
[02:44.75] Hona tavakutsvaga miriwo
[02:46.94] Musikana wakanaka wekumbofara naye
[02:49.24] Tavakuda kumbofarawo kani
[02:51.64] (Ahunde ahunde)
[02:53.54] Hatingapedzi album rese tichichema
[02:56.38] (Ahunde ahunde)
[02:58.14] Tavakuda kumbofarawo kani
[03:00.71] (Ahunde ahunde)
[03:02.47] Hatingapedzi album rese tichichemawo
[03:05.12] (Ahunde ahunde)
[03:07.02] Tavakuda kumbofarawo kani
[03:09.34] (Ahunde ahunde)
[03:11.26] Hatingapedzi album rese tichichema
[03:14.17] (Ahunde ahunde)
[03:15.99] Tavakuda kumbofarawo kani
[03:18.48] (Ahunde ahunde)
[03:20.02] Hatingapedze album rese tichichema
[03:22.82] (Ahunde ahunde)
[03:26.28] Tamuka
[03:27.58] Kodaz
[03:29.10] Hot Property
[03:30.40] Saka super, nyatso-checka
[03:33.86] Anaya for real
[03:37.94]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings