Mwari Wenyasha
๐ต 1330 characters
โฑ๏ธ 9:06 duration
๐ ID: 9864241
๐ Lyrics
Mwari wekudenga, Mwari wevafumi, Mwari wevaranda
Mwari wekudenga, Mwari wevafumi, Mwari wenyasha
Heunou muvhunzo, todini, todini, todini?
Imhodzi rudzii yamadyara matiri Mambo isingameri nekutumbuka
Isingakohwewe, iyoyi, iyoyi, iyoyi?
Dura rayo riripi, chero netsapi dzayo dziripi?
Kudai zvaiwanikwa ndaisva ndavesera moto zvikatsva
Posare rota rinotsvairwa nemhepo yedenga iyoyi, iyoyi, iyoyi
Pane apuhwa makomborero hatifarire seiko?
Pane kuti timuzembere tigovawo nevambutso naye
Tofamba naye mumagutwa nemunzara
Pane rudo vamwe tinofara mumwe anotsamwa
Panekuti timubvunze tozorondawo matsimba erudo
Murudo, mazirudo, e- erudo
Musayerure mumhu, tererai mashoko
Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
Musayerure mumhu, tererai mashoko
Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
Vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa
Vakamushora kwahi, "Anorwara uyu"

Ini ndakaponera mukati-kati mechaunga
Ini ndakayambukira mukati mevanhu hobho
Musayerure mumhu, tererai mashoko
Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
Ini ndakaponera mukati-kati mechaunga
Joe akayambuka akabata vent

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[01:02.18] Mwari wekudenga, Mwari wevafumi, Mwari wevaranda
[01:09.86] Mwari wekudenga, Mwari wevafumi, Mwari wenyasha
[01:15.54] Heunou muvhunzo, todini, todini, todini?
[01:23.17]
[01:33.42] Imhodzi rudzii yamadyara matiri Mambo isingameri nekutumbuka
[01:38.75] Isingakohwewe, iyoyi, iyoyi, iyoyi?
[01:49.45]
[01:56.81] Dura rayo riripi, chero netsapi dzayo dziripi?
[02:00.78] Kudai zvaiwanikwa ndaisva ndavesera moto zvikatsva
[02:07.16] Posare rota rinotsvairwa nemhepo yedenga iyoyi, iyoyi, iyoyi
[02:19.37]
[02:26.88] Pane apuhwa makomborero hatifarire seiko?
[02:30.75] Pane kuti timuzembere tigovawo nevambutso naye
[02:36.18] Tofamba naye mumagutwa nemunzara
[02:42.81]
[02:50.03] Pane rudo vamwe tinofara mumwe anotsamwa
[02:53.86] Panekuti timubvunze tozorondawo matsimba erudo
[02:59.47] Murudo, mazirudo, e- erudo
[03:05.24]
[05:16.71] Musayerure mumhu, tererai mashoko
[05:21.56] Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
[05:27.95] Musayerure mumhu, tererai mashoko
[05:32.63] Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
[05:36.39] Vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa
[05:39.35] Vakamushora kwahi, "Anorwara uyu"
[05:43.19] Musayerure mumhu, tererai mashoko
[05:47.63] Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
[05:51.34] Vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa
[05:54.38] Vakamushora kwahi, "Anorwara uyu"
[05:58.25] Musayerure mumhu, tererai mashoko
[06:02.73] Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
[06:06.23] Ini ndakaponera mukati-kati mechaunga
[06:09.99] Ini ndakayambukira mukati mevanhu hobho
[06:13.05] Musayerure mumhu, tererai mashoko
[06:17.66] Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
[06:21.38] Ini ndakaponera mukati-kati mechaunga
[06:24.93] Joe akayambuka akabata vent
[06:27.82] Musayerure mumhu, tererai mashoko
[06:32.51] Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
[06:35.94]