Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Unozvigona (feat. Qounfuzed)

๐Ÿ‘ค Majjesty โ€ข ๐ŸŽผ Unozvigona โ€ข โฑ๏ธ 3:34
๐ŸŽต 2163 characters
โฑ๏ธ 3:34 duration
๐Ÿ†” ID: 9876981

๐Ÿ“œ Lyrics

Eh Kaa
Iwe Tambaoga
STA
K Don
Chandichada chii
Hapana shaz
Wakanaka
Girl wakanaka
Ehe ka nhai
Ah ah ah ah ai

Hona
Hona
Zvekundipa rudo unozvigona
Ende pawafona
Ndamhanya pa corner
Ndikudaire pasina anozviona
Coz uri special key
Special key
Yemoyo wangu Babe Unondigona
Ehe uri special key
Special key
Zvemoyo wangu shaa unozvigona

Aiwa nda believer iwe
Topindirana
Chero zvawandiita I don't care
Toitisana
Chandisingazolavhe chete
Kupikisana
Kana kuzondisiya ndega

Hona I can't deny rudo imoto
Love iri unique irimo mumoyo
Ngatiwedzere speed usaite chinono
Mwenje werudo ungadzima
Aiwa

Zvandinoita na Babe Havangambozvigone
Ma Lerner
Huyai mufundire
Rudo ruzere pano ende haripere
Ririkubvira ufunge haripore

Usakanganwe zvatakavimbisana
Newe
Rudo ngarifambe rega semakore
Hapadi wechitatu apa Babe
Ngatingopengesana ini newe
Aiwa Hona Iwe

Hona
Hona
Zvekundipa rudo unozvigona
Ende pawafona
Ndamhanya pa corner
Ndikudaire pasina anozviona
Coz uri special key
Special key
Yemoyo wangu Babe Unondigona
Ehe uri special key
Special key
Zvemoyo wangu shaa unozvigona

Hoo shaa
Zuva parinobuda ndoda kukuona ah
I wanna see you when I wake up
Raw face pasina make up
Plus
Kana wandisuwa ndoda ungofona ah
Daytime kana late night
Call me when you wanna make love
If I ever make it I will give you everything
Tovaka kingdom woita queen ndoita king
Girl you make my heart go ding a ling a ling
That's why me wah fi put whu finger inna ring
Ndinoda tizoita vana girl or a boy
Akaita mukomana ndomutengera matoy
Akaita musikana muruke ma Oi Oi
Chero zvazvaita Babe bundle of joy
Shaa hona

Hona
Hona
Zvekundipa rudo unozvigona
Ende pawafona
Ndamhanya pa corner
Ndikudaire pasina anozviona
Coz uri special key
Special key
Yemoyo wangu Babe Unondigona
Ehe uri special key
Special key
Zvemoyo wangu shaa unozvigona

And I don't think twice my love
Handifunge kuti zvimwe tingazoparadzana
Handingazorega kukuda
Mwari vanoziva rufu paachauya

Nyangwe taane makore zana
Chikuru rudo nezvese zvatakatsidzirana
Iwe ndiwe wandinoda
Ini naMwari takatenderana hapana achazviramba

Saka chiuya kuno Babe
Want you to myself and nobody
Else
Tell me toendepi?
Kure kure away from here

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.50] Eh Kaa
[00:01.89] Iwe Tambaoga
[00:03.16] STA
[00:04.06] K Don
[00:04.84] Chandichada chii
[00:06.31] Hapana shaz
[00:07.77] Wakanaka
[00:08.92] Girl wakanaka
[00:10.02] Ehe ka nhai
[00:10.94] Ah ah ah ah ai
[00:12.14] Hona
[00:13.71] Hona
[00:15.15] Zvekundipa rudo unozvigona
[00:17.58] Ende pawafona
[00:18.93] Ndamhanya pa corner
[00:20.56] Ndikudaire pasina anozviona
[00:23.35] Coz uri special key
[00:25.49] Special key
[00:26.72] Yemoyo wangu Babe Unondigona
[00:29.26] Ehe uri special key
[00:31.37] Special key
[00:32.65] Zvemoyo wangu shaa unozvigona
[00:33.57] Aiwa nda believer iwe
[00:35.60] Topindirana
[00:36.57] Chero zvawandiita I don't care
[00:38.53] Toitisana
[00:39.40] Chandisingazolavhe chete
[00:41.57] Kupikisana
[00:42.25] Kana kuzondisiya ndega
[00:44.72] Hona I can't deny rudo imoto
[00:48.00] Love iri unique irimo mumoyo
[00:50.95] Ngatiwedzere speed usaite chinono
[00:53.61] Mwenje werudo ungadzima
[00:55.47] Aiwa
[00:55.91] Zvandinoita na Babe Havangambozvigone
[00:59.36] Ma Lerner
[01:00.18] Huyai mufundire
[01:01.99] Rudo ruzere pano ende haripere
[01:05.37] Ririkubvira ufunge haripore
[01:08.20] Usakanganwe zvatakavimbisana
[01:10.84] Newe
[01:11.91] Rudo ngarifambe rega semakore
[01:14.71] Hapadi wechitatu apa Babe
[01:17.68] Ngatingopengesana ini newe
[01:20.51] Aiwa Hona Iwe
[01:22.45] Hona
[01:23.85] Hona
[01:25.35] Zvekundipa rudo unozvigona
[01:27.65] Ende pawafona
[01:29.28] Ndamhanya pa corner
[01:30.82] Ndikudaire pasina anozviona
[01:33.52] Coz uri special key
[01:35.63] Special key
[01:37.18] Yemoyo wangu Babe Unondigona
[01:39.43] Ehe uri special key
[01:41.40] Special key
[01:42.82] Zvemoyo wangu shaa unozvigona
[01:45.23] Hoo shaa
[01:46.28] Zuva parinobuda ndoda kukuona ah
[01:50.57] I wanna see you when I wake up
[01:53.65] Raw face pasina make up
[01:57.39] Plus
[01:58.03] Kana wandisuwa ndoda ungofona ah
[02:02.47] Daytime kana late night
[02:05.36] Call me when you wanna make love
[02:07.25] If I ever make it I will give you everything
[02:10.23] Tovaka kingdom woita queen ndoita king
[02:13.35] Girl you make my heart go ding a ling a ling
[02:16.14] That's why me wah fi put whu finger inna ring
[02:18.70] Ndinoda tizoita vana girl or a boy
[02:22.06] Akaita mukomana ndomutengera matoy
[02:24.97] Akaita musikana muruke ma Oi Oi
[02:27.81] Chero zvazvaita Babe bundle of joy
[02:30.48] Shaa hona
[02:32.55] Hona
[02:34.01] Hona
[02:35.53] Zvekundipa rudo unozvigona
[02:37.91] Ende pawafona
[02:39.47] Ndamhanya pa corner
[02:41.09] Ndikudaire pasina anozviona
[02:43.89] Coz uri special key
[02:45.89] Special key
[02:47.32] Yemoyo wangu Babe Unondigona
[02:49.63] Ehe uri special key
[02:51.78] Special key
[02:53.15] Zvemoyo wangu shaa unozvigona
[02:55.84] And I don't think twice my love
[02:58.70] Handifunge kuti zvimwe tingazoparadzana
[03:01.99] Handingazorega kukuda
[03:04.42] Mwari vanoziva rufu paachauya
[03:08.48] Nyangwe taane makore zana
[03:10.35] Chikuru rudo nezvese zvatakatsidzirana
[03:13.92] Iwe ndiwe wandinoda
[03:15.91] Ini naMwari takatenderana hapana achazviramba
[03:19.42] Saka chiuya kuno Babe
[03:22.49] Want you to myself and nobody
[03:25.47] Else
[03:26.05] Tell me toendepi?
[03:28.64] Kure kure away from here
[03:32.01]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings