Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Mjolo

๐Ÿ‘ค Freeman HKD โ€ข ๐ŸŽผ David & goliath โ€ข โฑ๏ธ 3:27
๐ŸŽต 2641 characters
โฑ๏ธ 3:27 duration
๐Ÿ†” ID: 9919276

๐Ÿ“œ Lyrics

No woman, no man in this planet is more than life (more than life)
Ko unozviuraira mumwe munhu why?
Oskid Production

Zvamaimanje ihondo nemjolo
Kudarika zuva, uri kupisa mjolo
Magalis toti bodo hatifire mjolo
Tenga cement uise mumoyo wada mjolo

Usanyanya ku-spicer kana wamuda
Zvinhu ngazviitike automatically
Tangai manyatsofunga
Chimboteererai doctor vemagitare

Rudo runoda wadzikamisa pfungwa
Zvimwe zvamunoita hazvisi necessary
Tangai manyatsofunga
Chimboteererai doctor vemagitare

Ndipei mukana ndikutichei ma-cousin
Ngoma randanyora rine ka-something
Ungwarire kudonhedzwa pasi ne-gravity
Mjolo wakonzera ma-coffin

Nyararai sh-h tapinda mu-class
Mwana wekwaChizanga awuya ne-lesson
Yatisiya takaneta iyoyi phase
Kubva nhasi ziva hauna personal person

Musatsamwa kana, sister yajolewa blazi
Waukujola naye kune mumwe ihanzvadzi
Ndiri kutawura feya handisi kumbokanda ma-bars
Saka garai mazviziva kubva nhasi

Usanyanya ku-spicer kana wamuda
Zvinhu ngazviitike automatically
Tangai manyatsofunga
Chimboteererai doctor vemagitare

Rudo runoda wadzikamisa pfungwa
Zvimwe zvamunoita hazvisi necessary
Tangai manyatsofunga
Chimboteererai doctor vemagitare

Rudo haruna basa kuti uri bad man kana gangster
Unoshandisa iPhone kana, Samsung
Tune rino ndere mashumba nema-sistran
Torai nguva muteerere ngoma ra5 star

Nyangwe zvikadii ngatisa-commite suicide
Haungafire Gilbert kana Nomsa
Unobuda paheadline kuma 9
Wakupostwa neZimcelebs nePunchstar

You want to end ya life, fi who? Fi wa?
Uno better think twice you are too smart
No girl, no boy worth more than life
Oskid mi never tell no lie

Zvamaimanje ihondo nemjolo
Kudarika zuva, uri kupisa mjolo
Magalis toti bodo hatifire mjolo
Tenga cement uise mumoyo wada mjolo

Usanyanya ku-spicer kana wamuda
Zvinhu ngazviitike automatically
Tangai manyatsofunga
Chimboteererai doctor vemagitare

Rudo runoda wadzikamisa pfungwa
Zvimwe zvamunoita hazvisi necessary
Tangai manyatsofunga
Chimboteererai doctor vemagitare

Ndipei mukana ndikutichei ma-cousin
Ngoma randanyora rine ka-something
Ungwarire kudonhedzwa pasi ne-gravity
Mjolo wakonzera ma-coffin

Nyararai sh-h tapinda mu-class
Mwana wekwaChizanga awuya ne-lesson
Yatisiya takaneta iyoyi phase
Kubva nhasi ziva hauna personal person

Musatsamwa kana sister yajolewa blazi
Waukujola naye kune mumwe ihanzvadzi
Ndiri kutawura feya handisi kumbokanda ma-bars
Saka garai mazviziva kubva nhasi

Usanyanya ku-spicer kana wamuda
Zvinhu ngazviitike automatically
Tangai manyatsofunga
Chimboteererai doctor vemagitare

Rudo runoda wadzikamisa pfungwa
Zvimwe zvamunoita hazvisi necessary
Tangai manyatsofunga
Chimboteererai doctor vemagitare

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:01.44] No woman, no man in this planet is more than life (more than life)
[00:06.48] Ko unozviuraira mumwe munhu why?
[00:09.04] Oskid Production
[00:09.94] Zvamaimanje ihondo nemjolo
[00:12.49] Kudarika zuva, uri kupisa mjolo
[00:15.09] Magalis toti bodo hatifire mjolo
[00:17.45] Tenga cement uise mumoyo wada mjolo
[00:20.14] Usanyanya ku-spicer kana wamuda
[00:22.71] Zvinhu ngazviitike automatically
[00:26.33] Tangai manyatsofunga
[00:28.06] Chimboteererai doctor vemagitare
[00:30.95] Rudo runoda wadzikamisa pfungwa
[00:33.15] Zvimwe zvamunoita hazvisi necessary
[00:36.70] Tangai manyatsofunga
[00:38.57] Chimboteererai doctor vemagitare
[00:41.10] Ndipei mukana ndikutichei ma-cousin
[00:43.79] Ngoma randanyora rine ka-something
[00:46.06] Ungwarire kudonhedzwa pasi ne-gravity
[00:48.58] Mjolo wakonzera ma-coffin
[00:51.27] Nyararai sh-h tapinda mu-class
[00:53.92] Mwana wekwaChizanga awuya ne-lesson
[00:56.22] Yatisiya takaneta iyoyi phase
[00:59.07] Kubva nhasi ziva hauna personal person
[01:01.56] Musatsamwa kana, sister yajolewa blazi
[01:03.94] Waukujola naye kune mumwe ihanzvadzi
[01:06.56] Ndiri kutawura feya handisi kumbokanda ma-bars
[01:09.51] Saka garai mazviziva kubva nhasi
[01:11.97] Usanyanya ku-spicer kana wamuda
[01:14.58] Zvinhu ngazviitike automatically
[01:17.97] Tangai manyatsofunga
[01:19.55] Chimboteererai doctor vemagitare
[01:22.33] Rudo runoda wadzikamisa pfungwa
[01:24.84] Zvimwe zvamunoita hazvisi necessary
[01:28.20] Tangai manyatsofunga
[01:30.08] Chimboteererai doctor vemagitare
[01:32.34] Rudo haruna basa kuti uri bad man kana gangster
[01:35.29] Unoshandisa iPhone kana, Samsung
[01:37.73] Tune rino ndere mashumba nema-sistran
[01:40.48] Torai nguva muteerere ngoma ra5 star
[01:42.91] Nyangwe zvikadii ngatisa-commite suicide
[01:45.66] Haungafire Gilbert kana Nomsa
[01:48.35] Unobuda paheadline kuma 9
[01:50.86] Wakupostwa neZimcelebs nePunchstar
[01:53.02] You want to end ya life, fi who? Fi wa?
[01:55.85] Uno better think twice you are too smart
[01:58.53] No girl, no boy worth more than life
[02:01.32] Oskid mi never tell no lie
[02:03.54] Zvamaimanje ihondo nemjolo
[02:05.90] Kudarika zuva, uri kupisa mjolo
[02:08.50] Magalis toti bodo hatifire mjolo
[02:11.21] Tenga cement uise mumoyo wada mjolo
[02:13.92] Usanyanya ku-spicer kana wamuda
[02:16.33] Zvinhu ngazviitike automatically
[02:19.99] Tangai manyatsofunga
[02:21.58] Chimboteererai doctor vemagitare
[02:24.57] Rudo runoda wadzikamisa pfungwa
[02:26.75] Zvimwe zvamunoita hazvisi necessary
[02:30.11] Tangai manyatsofunga
[02:31.83] Chimboteererai doctor vemagitare
[02:34.64] Ndipei mukana ndikutichei ma-cousin
[02:37.36] Ngoma randanyora rine ka-something
[02:39.79] Ungwarire kudonhedzwa pasi ne-gravity
[02:42.69] Mjolo wakonzera ma-coffin
[02:44.80] Nyararai sh-h tapinda mu-class
[02:47.59] Mwana wekwaChizanga awuya ne-lesson
[02:49.96] Yatisiya takaneta iyoyi phase
[02:52.44] Kubva nhasi ziva hauna personal person
[02:55.19] Musatsamwa kana sister yajolewa blazi
[02:57.69] Waukujola naye kune mumwe ihanzvadzi
[03:00.23] Ndiri kutawura feya handisi kumbokanda ma-bars
[03:03.00] Saka garai mazviziva kubva nhasi
[03:05.56] Usanyanya ku-spicer kana wamuda
[03:07.99] Zvinhu ngazviitike automatically
[03:11.37] Tangai manyatsofunga
[03:13.29] Chimboteererai doctor vemagitare
[03:16.14] Rudo runoda wadzikamisa pfungwa
[03:18.30] Zvimwe zvamunoita hazvisi necessary
[03:21.81] Tangai manyatsofunga
[03:23.59] Chimboteererai doctor vemagitare
[03:25.72]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings