Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Dangerous

๐Ÿ‘ค Jah Prayzah โ€ข ๐ŸŽผ Chitubu โ€ข โฑ๏ธ 4:09
๐ŸŽต 2626 characters
โฑ๏ธ 4:09 duration
๐Ÿ†” ID: 9954686

๐Ÿ“œ Lyrics

Ah
Dangerous ndege kwaMzilikazi
Dangerous aka kanodhonza bhazi
Dangerous ndege kwaMzilikazi
Dangerous aka kanodhonza bhazi

Ngati bounce ti bounce
Bata musana tenderera ita kujunga
Baya, baya
Ngati bounce ti bounce
Bata musana tenderera ita kujunga
Baya, baya

Ngati rare kunze
Bata musana tenderera ita kujunga
Baya, baya
Ngati bounce ti bounce
Bata musana tenderera ita kujunga
Baya, baya

Ramba uchikakata, famba chisikana
Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza
Ramba uchikakata, hwehwe
Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza

Ramba uchikakata, famba chikomana
Kudubura bhodho, bhodho kukokota hwehwe
Ramba uchikakata, famba chisikana
Kudubura bhodho, bhodho kukokota

Toita madiro shasha
Dariro rine vene varo shasha
Hokoyo hokoyo ah
Koyo hokoyo hokoyo

Totura mutoro famba
Kanganwa nhombo mudiwa famba
Hokoyo hokoyo ah
Koyo hokoyo hokoyo

Zvinoita zvega so
Kana ini ndazvitanga zvangu
Hokoyo hokoyo ah
Koyo hokoyo hokoyo

Silent Killer paJoza!

Bata hokoyo hokoyo ah
Koyo hokoyo hokoyo
Isa chi barricade
Vharira suspect
Eh vhara gedhi
Vhara gedhi

Ndoita chi mad mad
Zvisina discord
Eh vhara gedhi
Vhara gedhi
Ndipe ka suitcase
Kane magirinedhi

Eh vhara gedhi
Vhara gedhi
Eh vhara gedhi
Vhara gedhi
Eh vhara gedhi
Vhara gedhi

Ramba uchikakata, famba chisikana
Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza
Ramba uchikakata hwehwe
Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza

Ramba uchikakata, famba chikomana
Kudubura bhodho, bhodho kukokota hwehwe
Ramba uchikakata, famba chisikana
Kudubura bhodho, bhodho kukokota maiwe

Chukuchu chukuchu kukuchukudza
Kana ndakunakidza chipururudza
Ndibate panodzimba usandirega
Vanoringa zvinovashungurudza
Kiya eiye bae chukucha (kiya)
Wakadengezera (chukucha)
Ndichazokutengera (chukucha)
Kaya kaunodisa (chukucha)

(Kiya) eiye bae chukucha (kiya)
Wakadengezera (chukucha)
Tarisa varume (chukucha)
Vari kungonongedzera (chukucha)
(Kiya) eiye bae chukucha (kiya)
Wakadengezera (chukucha)
Tarisa varume (chukucha)

Mafuta awandizorera (oyerera nedikita)
Waita kabheriya (shiringinginya waichukucha)
Ambi kuzorera (woye ane dikita)
Mwana andigonera (shiringinya waichukucha)

Ramba uchikakata, famba chisikana
Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza
Ramba uchikakata hwehwe
Kudubura bhodho, bhodho kukokota

Dangerous ndege kwaMzilikazi
Dangerous aka kanodhonza bhazi
Dangerous ndege kwaMzilikazi
Dangerous aka kanodhonza bhazi

Ibva munzira (bhomba)
Kangoma kakonzera (hondo)
Nekuti tagadzira (bhomba)
Kangoma kakonzera (hondo)

Buda munzira (bhomba)
Kangoma kakonzera (hondo)
Tamuka achigadzira (bhomba)
Kangoma kakonzera (hondo)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:04.47] Ah
[00:07.14] Dangerous ndege kwaMzilikazi
[00:10.66] Dangerous aka kanodhonza bhazi
[00:14.25] Dangerous ndege kwaMzilikazi
[00:17.54] Dangerous aka kanodhonza bhazi
[00:20.80] Ngati bounce ti bounce
[00:22.36] Bata musana tenderera ita kujunga
[00:25.01] Baya, baya
[00:27.97] Ngati bounce ti bounce
[00:29.23] Bata musana tenderera ita kujunga
[00:31.98] Baya, baya
[00:34.91] Ngati rare kunze
[00:36.44] Bata musana tenderera ita kujunga
[00:39.12] Baya, baya
[00:42.01] Ngati bounce ti bounce
[00:43.36] Bata musana tenderera ita kujunga
[00:46.06] Baya, baya
[00:49.55] Ramba uchikakata, famba chisikana
[00:52.81] Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza
[00:56.37] Ramba uchikakata, hwehwe
[00:59.82] Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza
[01:03.69] Ramba uchikakata, famba chikomana
[01:06.93] Kudubura bhodho, bhodho kukokota hwehwe
[01:10.52] Ramba uchikakata, famba chisikana
[01:13.97] Kudubura bhodho, bhodho kukokota
[01:17.59] Toita madiro shasha
[01:19.60] Dariro rine vene varo shasha
[01:21.71] Hokoyo hokoyo ah
[01:22.92] Koyo hokoyo hokoyo
[01:25.32] Totura mutoro famba
[01:26.70] Kanganwa nhombo mudiwa famba
[01:28.79] Hokoyo hokoyo ah
[01:30.26] Koyo hokoyo hokoyo
[01:32.26] Zvinoita zvega so
[01:33.74] Kana ini ndazvitanga zvangu
[01:35.81] Hokoyo hokoyo ah
[01:37.37] Koyo hokoyo hokoyo
[01:39.91] Silent Killer paJoza!
[01:42.32] Bata hokoyo hokoyo ah
[01:44.64] Koyo hokoyo hokoyo
[01:45.84] Isa chi barricade
[01:47.31] Vharira suspect
[01:49.15] Eh vhara gedhi
[01:51.48] Vhara gedhi
[01:52.73] Ndoita chi mad mad
[01:54.46] Zvisina discord
[01:56.45] Eh vhara gedhi
[01:58.49] Vhara gedhi
[01:59.82] Ndipe ka suitcase
[02:01.36] Kane magirinedhi
[02:03.37] Eh vhara gedhi
[02:05.45] Vhara gedhi
[02:06.96] Eh vhara gedhi
[02:09.20] Vhara gedhi
[02:10.37] Eh vhara gedhi
[02:12.44] Vhara gedhi
[02:13.90] Ramba uchikakata, famba chisikana
[02:17.57] Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza
[02:21.15] Ramba uchikakata hwehwe
[02:24.62] Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza
[02:27.60] Ramba uchikakata, famba chikomana
[02:31.85] Kudubura bhodho, bhodho kukokota hwehwe
[02:35.41] Ramba uchikakata, famba chisikana
[02:38.67] Kudubura bhodho, bhodho kukokota maiwe
[02:42.41] Chukuchu chukuchu kukuchukudza
[02:44.36] Kana ndakunakidza chipururudza
[02:46.08] Ndibate panodzimba usandirega
[02:47.79] Vanoringa zvinovashungurudza
[02:49.57] Kiya eiye bae chukucha (kiya)
[02:51.30] Wakadengezera (chukucha)
[02:53.03] Ndichazokutengera (chukucha)
[02:54.81] Kaya kaunodisa (chukucha)
[02:56.31] (Kiya) eiye bae chukucha (kiya)
[02:58.78] Wakadengezera (chukucha)
[03:00.00] Tarisa varume (chukucha)
[03:02.15] Vari kungonongedzera (chukucha)
[03:03.85] (Kiya) eiye bae chukucha (kiya)
[03:05.65] Wakadengezera (chukucha)
[03:07.75] Tarisa varume (chukucha)
[03:10.08] Mafuta awandizorera (oyerera nedikita)
[03:13.82] Waita kabheriya (shiringinginya waichukucha)
[03:17.42] Ambi kuzorera (woye ane dikita)
[03:20.93] Mwana andigonera (shiringinya waichukucha)
[03:24.78] Ramba uchikakata, famba chisikana
[03:28.03] Kudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza
[03:31.80] Ramba uchikakata hwehwe
[03:35.32] Kudubura bhodho, bhodho kukokota
[03:38.93] Dangerous ndege kwaMzilikazi
[03:42.38] Dangerous aka kanodhonza bhazi
[03:45.67] Dangerous ndege kwaMzilikazi
[03:49.45] Dangerous aka kanodhonza bhazi
[03:52.79] Ibva munzira (bhomba)
[03:54.23] Kangoma kakonzera (hondo)
[03:55.77] Nekuti tagadzira (bhomba)
[03:57.46] Kangoma kakonzera (hondo)
[03:59.65] Buda munzira (bhomba)
[04:00.73] Kangoma kakonzera (hondo)
[04:02.55] Tamuka achigadzira (bhomba)
[04:04.34] Kangoma kakonzera (hondo)
[04:07.10]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings