Hello Mama
๐ต 1778 characters
โฑ๏ธ 4:10 duration
๐ ID: 9954713
๐ Lyrics
Hee mwanangu, ropa rangu
Haubve pamoyo wangu, uri ura wangu
Hee mwananguwe, ropa rangu
Haubve pamoyo wangu, (Military Touch) uri ura wangu
Chiringazuva, kufamba kwenguva
Zvondopinda muguva
Asi ndingafare kutambira runhare
Chiiko mwanangu, chaita unyarare?
Dai wangoti, "Hello, Mama, hello, Mama"
Wongoti, "Hello, ehh Mama, hello, Mama"
Inga waisimbotumira chouviri
Zvauine marokwe, jazi nechari
Nhasi zvondovatira mbeva mbiri
Mai vako ndongogarira guyo neduri
Rufu harumbomirira kurira kwetsuri
Sare ndironge mashoko kunge nyanduri
Asi ndingafare kutambira runhare
Chiiko mwanangu, chaita unyarare?
Dai wangoti, 'Hello, Mama, hello, Mama'
Wongoti, 'Hello, ehh Mama, hello, Mama'
Ehh mhaiyo, musaita chirwere chemoyo
Zikide, zikide, haa chinono
Ndinoramba ndichingoti, "Ini ndichazo"
Hai ndinomirira tomorrow
Mumoyo mangu munobvire kamoto
Hai hamuna runyararo
Zikide, zikide, haa chinono
Muchandinzwa ndichiti, "Hello, ehh-"
"Hello, hie, Mama"
"Hello, ehh Mama. ooh eh Mama"
Hai hai ndinodzin'aira nyika ine matsotsi
Ehh ah, ndinotsika-tsika kutsika pasi
Ehh ah, ndinodzin'aira nyika ine matsotsi
Ehh ah, ndinotsika-tsika kutsika pasi
Kutsika pasi (kushandira) kunge tsotsi (amai vangu)
Kutsika pasi (kushandira) kunge tsotsi (mhuri vangu)
Ndotsika pasi (kushandira) kunge tsotsi (amai vangu)
Pasi (kushandira) kunge tsotsi (mhuri vangu)
Ndiri musango (kushandira) ahh he-eh (amai vangu)
Ndiri chinhambo (kushandira) ahh ye-ye (mhuri yangu)
Ndiri musango (kushandira) eh ye-ye (amai vangu)
Ndiri chinhambo (kushandira) eh ye-ye-ye (mhuri yangu)
Kudzinga nhamo (kushandira) ahh yo-ya-yo (amai vangu)
Kutsvaga umambo (kushandira) ahh ya-ya-ya (mhuri yangu)
Ndiri musango (kushandira) ahh ya-ya-ya-ya-ye (amai vangu)

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.39] Hee mwanangu, ropa rangu
[00:04.43] Haubve pamoyo wangu, uri ura wangu
[00:08.68] Hee mwananguwe, ropa rangu
[00:12.71] Haubve pamoyo wangu, (Military Touch) uri ura wangu
[00:17.66] Chiringazuva, kufamba kwenguva
[00:21.35] Zvondopinda muguva
[00:23.56] Asi ndingafare kutambira runhare
[00:27.92] Chiiko mwanangu, chaita unyarare?
[00:31.65] Dai wangoti, "Hello, Mama, hello, Mama"
[00:40.13] Wongoti, "Hello, ehh Mama, hello, Mama"
[00:48.22] Inga waisimbotumira chouviri
[00:52.54] Zvauine marokwe, jazi nechari
[00:56.70] Nhasi zvondovatira mbeva mbiri
[01:00.60] Mai vako ndongogarira guyo neduri
[01:04.71] Rufu harumbomirira kurira kwetsuri
[01:08.82] Sare ndironge mashoko kunge nyanduri
[01:13.33] Asi ndingafare kutambira runhare
[01:17.59] Chiiko mwanangu, chaita unyarare?
[01:21.18] Dai wangoti, 'Hello, Mama, hello, Mama'
[01:29.87] Wongoti, 'Hello, ehh Mama, hello, Mama'
[01:38.45] Ehh mhaiyo, musaita chirwere chemoyo
[01:41.90] Zikide, zikide, haa chinono
[01:44.13] Ndinoramba ndichingoti, "Ini ndichazo"
[01:46.04] Hai ndinomirira tomorrow
[01:48.36] Mumoyo mangu munobvire kamoto
[01:50.39] Hai hamuna runyararo
[01:52.18] Zikide, zikide, haa chinono
[01:54.50] Muchandinzwa ndichiti, "Hello, ehh-"
[01:59.59] "Hello, hie, Mama"
[02:03.66] "Hello, ehh Mama. ooh eh Mama"
[02:11.04] Hai hai ndinodzin'aira nyika ine matsotsi
[02:15.09] Ehh ah, ndinotsika-tsika kutsika pasi
[02:19.29] Ehh ah, ndinodzin'aira nyika ine matsotsi
[02:23.33] Ehh ah, ndinotsika-tsika kutsika pasi
[02:27.80] Kutsika pasi (kushandira) kunge tsotsi (amai vangu)
[02:32.16] Kutsika pasi (kushandira) kunge tsotsi (mhuri vangu)
[02:36.20] Ndotsika pasi (kushandira) kunge tsotsi (amai vangu)
[02:40.77] Pasi (kushandira) kunge tsotsi (mhuri vangu)
[02:46.29]
[03:34.29] Ndiri musango (kushandira) ahh he-eh (amai vangu)
[03:38.34] Ndiri chinhambo (kushandira) ahh ye-ye (mhuri yangu)
[03:42.50] Ndiri musango (kushandira) eh ye-ye (amai vangu)
[03:46.51] Ndiri chinhambo (kushandira) eh ye-ye-ye (mhuri yangu)
[03:50.79] Kudzinga nhamo (kushandira) ahh yo-ya-yo (amai vangu)
[03:54.91] Kutsvaga umambo (kushandira) ahh ya-ya-ya (mhuri yangu)
[03:59.12] Ndiri musango (kushandira) ahh ya-ya-ya-ya-ye (amai vangu)
[04:03.10] Ndiri chinhambo (kushandira) eh ye-ye-ye (mhuri yangu)
[04:08.63]